Lyrics

Nyasha dzaMwari dzatisimudza Nyasha dzakaitirwa isu Zvivi zvaregererwa, murairo wabviswa Hataifanira, hataikodzera Asi inyasha dzaMwari, ingoni dzaMwari Dzatichengeta, dzatisesedza Inyasha dzaMwari, ingoni dzaMwari Dzatichengeta, dzatisimudza Inyasha Idzi inyasha oh Inyasha Idzi inyasha oh Kudai (kudai dzisiri nyasha tiripi?) Nyasha dzaMwari (Kudai dzisiri nyasha dzaMwari) dai tiripiko? (Isu tadzikinurwa) tadzikinurwa (taitwa vana vake) Jesu watifira, tazopiwa simba, oh Inyasha dzaMwari, ingoni dzaMwari (idzai ingoni) Dzatichengeta (dzatichengeta) dzatisesedza Inyasha dzaMwari, ingoni dzaMwari Dzatichengeta, dzatisimudza Inyasha (inyasha, inyasha) idzi inyasha oh (idzi inyasha) Inyasha (inyasha, inyasha) idzi inyasha oh Ndiyani wakafanana, ndiyani wakafanana Ndiyani wakafanana naJehovah Ndiyani wakafanana (ho ndiyani) ndiyani wakafanana (ndiyaniko) Ndiyani wakafanana naJehovah (ho ndiyani) Ndiyani wakafanana (wakafanana) ndiyani wakafanana (wakararama) Ndiyani wakafanana naJehovah (hakuna wakaita saye) Ndiyani wakafanana (ndiyani, ndiyani, ndiyani) ndiyani wakafanana Ndiyani wakafanana naJehovah, Jehovah Inyasha dzaMwari, ingoni dzaMwari (ingoni) Dzatichengeta (dzatichengeta) dzatisesedza (dzatisesedza) Inyasha (inyasha) dzaMwari, ingoni dzaMwari Dzatichengeta (oh, dzatichengeta) dzatisimudza Inyasha dzaMwari (whoa) ingoni dzaMwari Dzatichengeta (yeah, dzatichengeta) dzatisimudza (Idzi inyasha) inyasha (inyasha, inyasha) idzi inyasha oh (Idzi inyasha) inyasha (inyasha, inyasha) idzi inyasha oh
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out