Lyrics

Its your boi Mudiwa Mashaya mabasa hereeee (Kumaka skiri sei munepfini imi) Mashaya zvekuita hereee (Igaroziva Staera Ndini) Ndini Staera Ndini Ndini Staera Ndini Ndini Staera Ndini Good Life urisei kondakakutangai ne ndimi "Este es mi año" Mahater makajaidzwa Infact Jehova Vasesekedzei saHezekiah Vamboonawo muchindifavor level riye raNehemiah One rapper akaimba Jesu Pataundi akaita Mbiri Between Me nemamwe marappers pane malevels emaVhiri Millionaire 2020 ndozvega zviri paMENU Hanzi Hip Hop iri safe but Kwete Mumamoko ENYU Musanditaurie zveimwe seed Ndini ini the chosen SEED Pamunomoviwa nema Bars Chinomover inini iTITLE DEED Kana jagwa inini ndakutotsvaga iri Comfort, speed negore zvasiyana namdhara dziva Staera rangu robaya vanhu kunge jecksani (Injection) Najesu iri maths ndiri vector Ndini ndini ndine direction Staera rangu robaya vanhu kunge jecksani Hip Hop imovie ndini Actor Ndini ndini ndine Action Mashaya mabasa hereeee (Kumaka skiri sei munepfini imi) Mashaya zvekuita hereee (Igaroziva Staera Ndini) Ndini Staera Ndini Ndini Staera Ndini Ndini Staera Ndini Vamwe vogaira ndatonyora (Bribe) energizer New year ndirikupinda NdakaCharger One rapper wamunoziva akanyanya Akonzeresa kuvasiya vachiprata Weduwe ndipeiwo nzeve dakumbokuvhurirai angu maFAIRA Area yangu i51 musazogaya ndakuVHAIRA Only rapper ane Eminence zvese ne direction Asi kwatobva naWinky vanoiti GEOMETRIC VECTOR! Zvema Beef nema Psycho Ndakasiira Sigmund Freud I cant explain yaitambika But iCognitive DISSONANCE Handinyore kuva inini Lord i pray they understand Behaviourism school of thought or paukutoda BF Skinner Uimba kwangu icalling kana muchida google HOMILETICS Pafair Ndakuseri not zve Psycho CYBERNETICS Maimbo Mudiwa haarire gava radambura musungo Zvinonaka Tichipakura gore rino hapana nungo Mashaya mabasa hereeee (Kumaka skiri sei munepfini imi) Mashaya zvekuita hereee (Igaroziva Staera Ndini) Ndini Staera Ndini Ndini Staera Ndini Ndini Staera Ndini Staera rangu robaya vanhu kunge jecksani (Injection) Najesu iri maths ndiri vector Ndini ndini ndine direction Staera rangu robaya vanhu kunge jecksani Hip Hop imovie ndini Actor Ndini ndini ndine Action Mashaya mabasa hereeee (Kumaka skiri sei munepfini imi) Mashaya zvekuita hereee (Igaroziva Staera Ndini) Ndini Staera Ndini Ndini Staera Ndini Ndini Staera Ndini
Writer(s): Mudiwa Hood Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out