Lyrics

Bvuma Hauna minduro Mira kunyepera zvaurikuita Bvuma Warasikaseni Hausi kuziva kwaurikuenda Bvuma Hauna minduro Mira kunyepera zvaurikuita Bvuma Warasikaseni Hausi kuziva kwaurikuenda Usa zvinyepera Handidi kuzvinyepera Usa zvinyepera Handidi kuzvinyepera Usa zvinyepera Handidi kuzvinyepera Usa zvinyepera Handidi kuzvinyepera Ndiri kuziva Zvandiri kutsvaga asi Handizive Handizive kuti chii Ndiri kuziva Zvandiri kutsvaga asi Handizive Handizive kuti chii Bvuma Hauna minduro Mira kunyepera zvaurikuita Bvuma Hauna minduro Mira kunyepera zvaurikuita Usa zvinyepera Handidi kuzvinyepera Usa zvinyepera Handidi kuzvinyepera Usa zvinyepera Handidi kuzvinyepera Ndiri kuziva Zvandiri kutsvaga asi Handizive Handizive kuti chii Ndiri kuziva Zvandiri kutsvaga asi Handizive Handizive kuti chii Yah Kuti chii Kuti chii Kuti chii
Writer(s): Christopher Van Der Walt Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out