Lyrics

Ndakabva naye kure-kure kwaMurambinda Kuuya Harare ndichiti ndamuwana Ndichiti ndamuwana achandichengeta Ndichiti ndavawana amai vepamba Iwe shamwari yangu watanga ruchiva Mangwana, mangwana uripamba pangu Zuva rega-rega unouya wakapfeka Zvipfeko zvakanaka kuti uonekere Mira ndikuyambire shamwari yangu Mira ndikuudze usati watambarara Ndakabva naye kurekure kwaMurambinda Kuuya Harare ndichiti ndamuwana Ndichiti ndamuwana achandichengeta Ndichiti ndavawana amai vepamba Iwe shamwari yangu watanga ruchiva Mangwana, mangwana uripamba pangu Zuva rega-rega unouya wakapfeka Zvipfeko zvakanaka kuti uonekere Mira ndikuyambire shamwari yangu Mira ndikuudze usati watambarara Zvikaramba zvakadaro apa hatingazvivhike Nokuti wangu uyo, wangu ndewangu Wangu ukamuzembera tinoburana Wangu usamuzembere ndapota Wangu ukamuzembera tatosvorana Wangu usamuzembere ndapota Wangu ukamuzembera tinoburana Wangu usamuzembere ndapota Wangu ukamuzembera Wangu usamuzembere ndapota Wangu ukamuzembera tinoburana Wangu usamuzembere ndapota Wangu ukamuzembera tinoburana Wangu usamuzembere ndapota Wangu ukamuzembera tatosvorana Wangu usamuzembere ndapota Wangu ukamuzembera tinoburana Wangu usamuzembere ndapota Ndakabva kwaMurambinda kure-kure Ndakabva kwaMurambinda (kure-kure) Ndakabva kwaMurambinda (kure-kure) Ndakabva kwaMurambinda (kure-kure) Ndakabva kwaMurambinda (kure-kure) Ndakabva kwaMurambinda (kure-kure) Ndakabva kwaMurambinda (kure-kure) Ndakabva kwaMurambinda (kure-kure) Chikomba ndakuberekera Chikomba ndakuberekera (murume wangu) Chikomba ndakuberekera (vana ndevako) Chikomba ndakuberekera (murume wangu) Chikomba ndakuberekera (vana ndevako) Chikomba ndakuberekera (ndatadzeiko?) Chikomba ndakuberekera (vana ndevako) Chikomba ndakuberekera Ndanzwa ngoma kutapira Huchi hunobva kuZambuko Ndanzwa ngoma kutapira Huchi hunobva kuZambuko (Neria) Ndanzwa ngoma kutapira (Neria) Huchi hunobva kuZambuko (Neria) Ndanzwa ngoma kutapira (Neria) Huchi hunobva kuZambuko (Neria) Ndanzwa ngoma kutapira (Neria) Huchi hunobva kuZambuko (Neria) Ndanzwa ngoma kutapira (Neria) Huchi hunobva kuZambuko AShumba muripo here? (Paida moyo wangu) wafunga ndikubereke (Paida moyo wangu) Hossana uripo here? (Paida moyo wangu) wafunga ndikubereke (Paida moyo wangu) Kingston uripo here? (Paida moyo wangu) wafunga ndikubereke (Paida moyo wangu) Koo, Dhumbe uripo here? (Paida moyo wangu) wafunga ndikubereke (Paida moyo wangu) Koo, Clever uripo here? (Paida moyo wangu) wafunga ndikubereke (Paida moyo wangu) Martin uripo here? (Paida moyo wangu) wafunga ndikubereke (Paida moyo wangu) Paurosi uripo here? (Paida moyo wangu) wafunga ndikubereke (Paida moyo wangu) Ndanzwa ngoma kutapira (Neria) Huchi hunobva kuZambuko (Neria) Ndanzwa ngoma kutapira (Neria) Huchi hunobva kuZambuko (Neria) Ndanzwa ngoma kutapira (Neria) Huchi hunobva kuZambuko (Neria) Ndanzwa ngoma kutapira (Neria) Huchi hunobva kuZambuko (Neria) Ndanzwa ngoma kutapira (Neria) Huchi hunobva -
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out