Music Video

Sarafina
Watch {trackName} music video by {artistName}

Lyrics

Baba vaKeketso naJuju Iye-e Mount Zion Music Akandishaya anongoti, 'Hello' Neni ndikamushaya ndinongoti, 'Hello' Wazomuhle mtwana womuntu oh Ngizoyabadala malobolo mtwana womuntu Wandichagara naye (Queen Latifah) Wandichafara naye (Sarafina) Wandichafara naye (wandichagara naye) Wandichagara naye (wandichafara naye) Ndatomutawura zita rake ndiSarafina Moyo wake anoita hupenyu huve manake Anondireverera kumhuri yake Rudo kutapira handimborisheke Ichute chete hapana eke Akatonditi ndini baba vake Kumupinza mumusha rega ndikasike Sarafina iwe mumwe wangu Queen Latifah iwe mumwe wangu Wandichagara naye (Queen Latifah) Wandichafara naye (Sarafina) Wandichafara naye (wandichagara naye) Wandichagara naye (wandichafara naye) Anenge njuzu yemumvura Mumasai-sai nyura Hupenyu hwangu hwatokura nezana rekwaKagura Ndinaye handina nzara, mupe zvizere mira Mhondoro inoyera inoda mucheri wemvura Hoyo, hoyo yo-o Sarafina hoyo yo-o Wandichagara naye (Queen Latifah) Wandichafara naye (Sarafina) Wandichafara naye (wandichagara naye) Wandichagara naye (wandichafara naye) Wandichagara naye (Queen Latifah) Wandichafara naye (Sarafina) Wandichafara naye (wandichagara naye) Wandichagara naye (wandichafara naye) Queen Latifah Sarafina Wandichagara naye Wandichafara naye
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out