Lyrics

Pane manzwi nemashoko Arikuramba kutsanangudzwa zvizere pamusoro peuso hwako Ndaramba ndabvunza, ndikaramba ndacherechedza Zvikanzi, "Tarisa uone, hapachina chiga chakajeka, kana chingakuyenderera" Hapachina chiga chakajeka, kana ringava nenduramo (nenduramo) Nekuti madzisekuru ako, akakanganwa kubvunza tateguru (tateguru) Nhasi zvadzoka zvokupandukira, zvokupa hutenda nehurwere (nehurwere) Nhasi zvodzoka zvokupandukira, zvokupa jambwa nemunyama muzukuru Asi zvisigadziriswe zvizere, ramangwana rako rinojeka Pamusha usingasvikwi nemweni (iyee) hmm Nekuti samusha vane mheni (handidi) hmm Hona vanofuratira zuva, haiwa, haiwawo Husiku ndiyo yavo nguva (handidi) hmm Muroyi kumira pachena, anyarire poi? (Poi? Hii, hii) Zvikanzi ndimire pachena, ndinyarire poi, poi? (Poi, poi?) Vodyira nyama kumakuva, hii, hmm Voguta votomwira mvura, hii, hmm Imi varume vane mvere chena (muri papi?) Isu tauya kumadiramhamba (muri papi?) Mutichenese ticheneke (tiripo kuripa kwakazara, Ishe wanguwe ndinzwe muri papi?) Inzwai mukoma bere riye rachema (muri papi?) Haa mwene waro oyamwisa (muri papi?) Mutichenese ticheneke (tiripo kuripa kwakazara, Ishe wanguwe ndinzwe-we muri papi?) Inzwai mukoma bere riye rachema (muri papi?) Mwene waro oyamwisa (muri papi?) Mutichenese ticheneke (tiripo kuripa kwakazara, Ishe wanguwe ndinzwe-we muri papi?) Zijaya rangu rayambuka (muri papi?) muri papiko? Vehukama vaya vogumbuka (muri papi?) muri papiko? Mutichenese ticheneke (tiripo kuripa kwakazara, Ishe wanguwe ndinzwe-we muri papi? Zijaya rangu rayambuka (muri papiko?) Vehukama vaya vogumbuka (muri papiko?) Mutichenese ticheneke (tiripo kuripa kwakazara, Ishe wanguwe ndinzwe-we muri papi?) Imi varume vane mvere chena (muri papiko?) Isu tauya kumadiramhamba (muri papiko?) Mutichenese ticheneke (tiripo kuripa kwakazara Ishe wanguwe ndinzwe muri papi?) Inzwai mukoma bere riye rachema (muri papi?) Ha mwene waro oyamwisa (muri papiko?) Mutichenese ticheneke (tiripo kuripa kwakazara, Ishe wanguwe ndinzwe-we muri papi?) Zijaya rangu royambuka (muri papi?) Muri papiko? Vehukama vaya vogumbuka (muri papi?) Muri papiko? Mutichenese ticheneke (tiripo kuripa kwakazara, Ishe wanguwe ndinzwe-we muri papi?) Muri papi? Muri papi? (Tiripo kuripa kwakazara Ishe wanguwe ndinzwe-we muripapi?) Muri papi? Muri papi? (Tiripo kuripa kwakazara Ishe wanguwe ndinzwe-we muripapi?) Handidi pamadzonitsoni yo, hatisati tayiboya nzira Handidi, hatisati tayiboya nzira Handidi pamadzonitsoni yo, hatisati tayiboya nzira Handidi, hatisati tayiboya nzira
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out