Lyrics

Ehkaa Tambaoga haana pressure Ngoma yerudo Ngoma yerudo Iwee Ehe ka nhai Sta Nyaya yacho yakaoma Bata hana yangu ugoziva mukati imomo mune nzvimbo yako Mune nzvimbo yako Usanyepegwe nevanhu vemakuhwa kuti hatifitani Ndini munhu wako Ndini munhu wako Aiwa handidi newe Uri wangu kaiwe Chengeta rudo rwedu rusabiwe Ndingabaikana Ndibatisise usasiye Tigochembedzana Iwe huya pedyo neni Timboyemedzana Saka Bata hana yangu ugoziva Mukati imomo mune nzvimbo yako Mune nzvimbo yako Usanyepegwe nevanhu vemakuhwa kuti hatifitani Ndini munhu wako Ndini munhu wako Ndizvo kaa iwe iwe, zvatakawirirana Ndizvo kaa, zvatakatenderana Ndoda kukupakira mashoko erudo munzeve Zvinyatsotapira kusvikira wava nechiveve Kana usipo ndosuwa hwema hweganda rako Veduwee zveshuwa, Ngiya kuthanda hako-o Ramba uchindipuruzira Kuromensana ndo kwandinokurudzira Nyaya yacho yakaoma Haa ndizvo kaiwe Kana wave wangu Ini handizodawo, kukuona une vamwe vanhu Saka bata hana yangu ugoziva mukati imomo mune nzvimbo yako Mune nzvimbo yako Usanyeperwe nevanhu vemakuhwa kuti hatifitani Ndini munhu wako Ndini munhu wako Ndizvo kaa iwe iwe, zvatakawirirana Ndizvo kaa, zvatakatenderana Ngatitungidze rudo se mooto Hupenyu idamba kamwe Tikafa hatidi kuzorambana ndongoda iwe Hatingatambe rudo selotto Chero tikafa todanana chete tomuka zvipoko Ukaisa nzeve yako pahana yangu uchanzwa ngoma yerudo Ngoma yerudo Ukaisa nzeve yako pahana yangu Uchanzwa ngoma yerudo Ngoma yerudo Forever Forever Forever You and me forever You and me forever Forever Forever Forever You and me forever You and me forever
Writer(s): Barone Mukweza Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out