Lyrics

Oh, ho, ho Ah, he-e Zvishuwo zvemoyo yedu hona zvazadziswa Haiwa Jehovah kubata kwenyu kunoshamisa Nyasha dzaMwari dzinogara nekusingaperi Taona, tatenda, tafara Tomutenda neiko? Tomutenda neiko? Tomutenda neiko? Tomutenda neiko? Watigonera Oh tomutenda nei? Tomutenda neiko? (Tomupei Mwari uya?) Tomutenda neiko? Tomutenda neiko? Watishamisa (hey) Pakuchema wakatinyaradza (nyaradza) Pakurwara wakatiporesa (poresa) Akachengeta chitsidzo chake Anonzi Jehovah (anonzi Jehovah) Haazoshanduke (shanduke) Mugari (rinhi narinhi) mugari rinhi narinhi Tomutenda nei? Tomutenda nei? Tomutenda neiko? Tomutenda neiko? Tomutenda neiko? Tomutenda neiko? Tomutenda neiko? Tomutenda neiko? Watigonera Ho-o ndomutenda nei? Tomutenda neiko? (Ndomupei Mwari uyu?) Tomutenda neiko? (Oh-h ndomutenda neiko?) Tomutenda neiko? Watishamisa (ho-o) Akadai, akadai, akadai ashamisa Akadai, akadai, akadai zvashamisa Zvoshamisa, washamisa Anonzi Jehovah Akadai, akadai, akadai Akadai, akadai, akadai ashamisa (ashamisa) Akadai, akadai, akadai zvashamisa (oh ho-o oh) Zvashamisa, woshamisa Jehovah, Jehovah ndiyeye Akadai, akadai, akadai ashamisa (ashamisa) Akadai, akadai, akadai zvashamisa (zvashamisa) zvoshamisa (zvoshamisa) Zvoshamisa (woshamisa) Anonzi Jehovah Ho-o ye-e ye-e ye-e Kana uchimutenda iti, 'Amen!' (Amen!) Kana uchimutenda iti, 'Ehe' (ehe) Say, 'Ehe!' (Ehe!) Iti, 'Ehe!' (Ehe!) Hey, hey, hey, hey, hey, hey Kana uchimutenda iti, 'Amen!' (Amen!) Kana uchimutenda iti, 'Ehe!' (ehe) Iti, 'Ehe!' (Ehe) Iti, 'Ehe!' (Ehe) Tomutenda nei? Tomutenda neiko? (Nei?) Tomutenda neiko? (Tomupei Mwari uyu?) Tomutenda neiko? (Tomutenda neiko?) Watigonera (oh watogonera!) Tomutenda neiko? (Oh atichengetedza) Tomutenda neiko? (Atikomborera) Tenda nei? Tenda nei? Tenda nei? (Tomutenda neiko?) Ha-a! Watishamisa (pukutai mawoko chete) Tomutenda neiko? Tomutenda neiko? Tomutenda neiko? Watigonera Tomutenda neiko? Tomutenda neiko?
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out