Lyrics

Nyasha dzenyu dzinogara nekusingaperi Ngoni dzenyu mangwanani ega ega Dziripo Munotida Munotinzwa Tinoona Hukuru hwenyu Munoziva Munorwira Tinoziva muri Mambo Muri Mwari mune tsitsi Munogara rinhi narinhi Muri Mwari hakuna mumwe Mbiri yose makakodzera Muri Mwari Simba renyu maratidza Misi yose nguva nguva dzose (nenguva dzose) Nhare yedu isinga zuzungunutswe Jehovha (Mweya) Mweya wenyu (ah) madurura Hondo dzedu dzose marwira Kutendeka kusingaperi Jehovha wega wedenga Muri Mwari mune tsitsi Munogara rinhi narinhi Muri Mwari hakuna mumwe Mbiri yose makakodzera Nyasha dzenyu dzinogara Rudo rwenyu haruenzaniswe Muri Mwari mune tsitsi Munogara rinhi narinhi Muri Mwari hakuna mumwe Mbiri yose makakodzera Nyasha dzenyu dzinogara Rudo rwenyu haruenzaniswe Muri Mwari mune tsitsi Munogara rinhi narinhi Muri Mwari hakuna mumwe Mbiri yose makakodzera Mwari muri Mwari rinhi narinhi Nyasha dzenyu hadzienzaniswe Ndimi Wedenga muri Mwari Muri Mambo Mwari Nyasha dzenyu dzinogara Rudo rwenyu haruenzaniswe Oh Mwari mune tsitsi Munogara narinhi Muri Mwari mune tsitsi Munogara rinhi narinhi Muri Mwari hakuna mumwe Mbiri yose makakodzera
Writer(s): Janet Manyowa, Munyaradzi Manyowa Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out