Lyrics

Nyika nekuzara kwayo, makasika Mega Mega pasina anobatsira Ndokudurura Mweya wenyu, Mega Kuratidza, aiwa Ndimi Mwari Aiwa munesimba, aiwa munogona, narinhi Munoratidza nzira, pakaoma Munovheneka nyika, inerima Munosimudzira moyo yakaneta Makagara muripo Muri Mwari wangu, aah Ndimi (Mwari wangu) Muri Mwari wangu, aah Ndimi (Mwari wangu) Muri Mwari wangu, aah Ndimi (Mwari wangu) Muri Mwari wangu, aah Ndimi Makatuma mwana wenyu, ega Kuzonunura nyika inerima Mukamupa simba pamusoro pazvose Kuratidza, aiwa Munotonga (aiwa Munotonga) Aiwa Munobwinya (aiwa Munobwinya) Ishe Samasimba (Ishe Samasimba) narinhi Munoratidza nzira, pakaoma Munovheneka nyika, inerima Munosimudzira moyo yakaneta Makagara muripo Muri Mwari wangu, aah Ndimi (aah Ndimi) Muri Mwari wangu, aah Ndimi (aah Ndimi) Muri Mwari wangu, aah Ndimi (Muri Mwari wanguwo) Muri Mwari wangu, aah Ndimi (Oh-oh-oh, oh-oh-oh) Ndimi (Oh-oh-oh, oh-oh-oh) Ndimi Mwari wangu Ishe (Oh-oh-oh, oh-oh-oh) Ndimi yeah (Oh-oh-oh, oh-oh-oh) Munoratidza nzira (Munoratidza nzira, pakaoma) Munovhenekera (Munovheneka nyika, inerima) Munosimudzira (Munosimudzira moyo yakaneta) (Makagara muripo) Muri Mwari wangu, aah Ndimi (Makafanira mbiri) (Hakuna mumwe, Ndimi) Muri Mwari wangu, aah Ndimi (Hamuyenzaniswe) Hamufananidzwe, aah Ndimi (aah Ndimi) Muri Mwari wangu, aah Ndimi Oh-oh-oh, oh-oh-oh, oh-oh-oh, oh-oh-oh Oh-oh-oh, oh-oh-oh, oh-oh-oh, oh-oh-oh Oh-oh-oh, oh-oh-oh (Munoratidza nzira) Oh-oh-oh, oh-oh-oh (Munovhenekera) Oh-oh-oh, oh-oh-oh (Mwari, Mwari, oh) oh-oh-oh
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out