Lyrics

Wakaropafadzwa anotenda maari Mwanakomana waMwari, asina chipomerwa Akachengeteka anohwanda maari Anovimba naye mununuri wake Ndiye zvoshamisa Nzira dzake dzakarurama Ndiye ndiye ndiye Ndiye Alpha Omega Nguva dzose anotendeka Ndiye ndiye ndiye Anotonga narini Mukufa wakamuka Agere pachigaro Kurudyi rwababa Ane gracia nemutsa Mwanakomana waDavida Shumba yerudzirwaJudah NdiJesu, ane gracia nemutsa Mwanakomana waDavida Mwanakomana waDavida Shumba yerudzirwaJudah NdiJesu, haakundikani, haakundikani Zita rake ndiJesu Haakundikani, haakundikani Ndiye zvoshamisa Nzira dzake dzakarurama Ndiye ndiye ndiye Ndiye Alpha Omega Nguva dzose anotendeka Ndiye ndiye ndiye Wekutanga (ndiye) Wekuguma (ndiye) Anogona (ndiye) Anerudo (ndiye) Anorwira (ndiye) Ndiye ndiye ndiye Asinganyepi (ndiye) Asinganeti (ndiye) Anogona (ndiye) Anodzikinura (ndiye) Wakamuka (ndiye) Ndiye ndiye ndiye Wekutanga (ndiye) Wekuguma (ndiye) Anehany'a (ndiye) Anengoni (ndiye) Ndiye ndiye ndiye Ndiye zvoshamisa Nzira dzake dzakarurama Ndiye ndiye ndiye Ndiye Alpha Omega Nguva dzose anotendeka Ndiye ndiye ndiye Ndiye ndiye ndiye Wekutanga (ndiye) Wekuguma (ndiye) Anogona (ndiye) Anorwira (ndiye) Akamuka (ndiye) Anerudo (ndiye) Ndiye ndiye ndiye Ndiye ndiye ndiye Haakundikani Ndiye ndiye ndiye Haakundikani, haakundikani Zita rake ndiJesu Haakundikani, haakundikani Haakundikani, haakundikani Usarasa tariro, haakundikani Usamborasa tariro, haakundikani
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out