Lyrics

See me yah Ndine zvakawanda zvondi stresser Zvemoyo pane one akandi curser (Blakboy) Handirare pavanorara(shaa) Ndorara ndakamuka ndakabukwa Mumoyo mune zibundu(yah) Ndorara ndakamuka ndakarambwa Handirare pavanorara(shaa) Ndorara ndakamuka ndakabukwa Mumoyo mune zibundu(yah) Ndorara ndakamuka ndakarambwa Zvandaironga zvese musango Aingogara achizviti King ndiri Mambo Pakanga patove nekamufambo Ndakange ndazivisa vekwangu bambo Tainge tiri two chete kungoita wetatu kwete Rudo raitsva kani nhai,painge pasina zvema-fun Kungoshaya munhu chete,paitofiwa munhu chete Ndaida kungova tega mhani,kuita kunge vana vemunhu one Handirare pavanorara(shaa) Ndorara ndakamuka ndakabukwa Mumoyo mune zibundu(yah) Ndorara ndakamuka ndakarambwa Handirare pavanorara(shaa) Ndorara ndakamuka ndakabukwa Mumoyo mune zibundu(yah) Ndorara ndakamuka ndakarambwa Ini newandoda,things are never right Ma-feelings ndoanofa The feelings always die Unoyera nyoka unonetsa Paida I know that am broke but ini ndinombo tree Mumoyo mune zibundu(umm) Kuda zvaka tsvuka Kuda ku-colour musha Dzangova shungu(umm) Mwana ndakamuda Asi ndakaruza Nhai Vongai,I had dedicated Every song ya-Takura show,nhai I had meditated wedding cakes and making you the bride I had badly waited but we badly made it out The friend zone and am still cause Handirare pavanorara(hoyo,shaa) Ndorara ndakamuka ndakabukwa Mumoyo mune zibundu(yah) Ndorara ndakamuka ndakarambwa Handirare pavanorara(shaa) Ndorara ndakamuka ndakabukwa Mumoyo mune zibundu(yah) Ndine zvakawanda zvondi stresser Zvemoyo pane one akandi curser One ariega,one akandipedza
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out