Lyrics

Mandipa rugare, mandipa rufaro Mamuri ndinowana zvese zvandoshuwira Chiedza mune rima, Ishe muri simba rangu Iro shoko renyu, Ishe rondisimbisa Ndomira pamuri, ndomira pamuri Ini ndichamira nekuti ndovimba nemi Mhepo ivhuvhute ndishaiwe zano Ndomira pamuri, ndomira pamuri Ishe Ooh ndomira, ooh Matipa rugare (matipa rugare) matipa rufaro Ooh mamuri tazowana zvose zvatoshuwira Chiedza (chiedza mune rima) Ishe muri simba redu, patinokundikana toziva motisimbisa (Tomira pamuri) tomira pamuri (tomira pamuri) tomira pamuri Ishe tichamira nekuti tovimba nemi Mhepo ivhuvhute (mhepo ivhuvhute) tishaiwe zano Tomira pamuri, tomira pamuri Ishe Muri chiyedza, uye muri simba (tomira pamuri) Muri simba rangu (tomira pamuri), muri chokwadi oh yeah (Muri chokwadi) muri nzira (tomira pamuri) tomira pamuri Ishe Yeah, yeah, yeah tomira Yeah, yeah, yeah tomira, tomira, tomira pamuri Jesu Zvinake sei (yeah, yeah, yeah tomira) Zviwome sei (yeah, yeah, yeah tomira) Tomira (tomira) tomira pamuri Jesu Tomira pamuri, (yeah, yeah, yeah tomira) Tomira pamuri, (yeah, yeah, yeah tomira) Ishe tichamira nekuti tovimba nemi Mhepo ivhuvhute (mhepo ivhuvhute) tishaiwe zano Tomira (tomira) tomira pamuri Jesu (Muri chiyedza) muri chiyedza Jesu Muri simba (tomira pamuri), the way, the truth and the life (Tomira pamuri Ishe) hakuna mumwe (Muri chokwadi) hakuna mumwe Muri nzira (tomira pamuri) Tomira (tomira pamuri Ishe) Ndomira pamuri, ndomira pamuri Ishe ndichamira, nekuti ndovimba nemi Ivhuvhute, ndishaiwe zano, ndomira, ndomira
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out