Lyrics

Kana une hama yako Ine mhosva newe Enda uyiudze mhaka yako newe Iwe naiye vaviri murimoga Aka kunzwa wadzora hama yako Kana une hama yako Ine mhosva newe Enda uyiudze mhaka yako newe Iwe naiye vaviri murimoga Aka kunzwa wadzora hama yako Ngatiti zvakona tora mumwe kana vaviri Naurirano isimbiswe Vayananise vapedze daka renyu Ngatiti zvakona tora mumwe kana vaviri Naurirano isimbiswe Vayananise vapedze daka Vakaropafadzwa vanoyananisa Ndivo ivo vachanzi vana vaMwari Vakaropafadzwa vanoyananisa Ndivo ivo vachanzi vana vaMwari Kana une hama yako Ine mhosva newe Enda uyiudze mhaka yako newe Iwe naiye vaviri murimoga Aka kunzwa wadzora hama yako Kana une hama yako Ine mhosva newe Enda uyiudze mhaka yako newe Iwe naiye vaviri murimoga Aka kunzwa wadzora hama yako Ngatiti zvakona tora mumwe kana vaviri Naurirano isimbiswe Vayananise vapedze daka renyu Ngatiti zvakona tora mumwe kana vaviri Naurirano isimbiswe Vayananise vapedze daka renyu Usamuchengetera chakaipa pahana Yako Rudo runofukidza mhosva dzose
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out