Similar Songs
Credits
PERFORMING ARTISTS
Blessings Shumba & The Holy Psalms
Performer
COMPOSITION & LYRICS
Blessings Shumba & The Holy Psalms
Songwriter
RR
Songwriter
Lyrics
Kana une hama yako
Ine mhosva newe
Enda uyiudze mhaka yako newe
Iwe naiye vaviri murimoga
Aka kunzwa wadzora hama yako
Kana une hama yako
Ine mhosva newe
Enda uyiudze mhaka yako newe
Iwe naiye vaviri murimoga
Aka kunzwa wadzora hama yako
Ngatiti zvakona tora mumwe kana vaviri
Naurirano isimbiswe
Vayananise vapedze daka renyu
Ngatiti zvakona tora mumwe kana vaviri
Naurirano isimbiswe
Vayananise vapedze daka
Vakaropafadzwa vanoyananisa
Ndivo ivo vachanzi vana vaMwari
Vakaropafadzwa vanoyananisa
Ndivo ivo vachanzi vana vaMwari
Kana une hama yako
Ine mhosva newe
Enda uyiudze mhaka yako newe
Iwe naiye vaviri murimoga
Aka kunzwa wadzora hama yako
Kana une hama yako
Ine mhosva newe
Enda uyiudze mhaka yako newe
Iwe naiye vaviri murimoga
Aka kunzwa wadzora hama yako
Ngatiti zvakona tora mumwe kana vaviri
Naurirano isimbiswe
Vayananise vapedze daka renyu
Ngatiti zvakona tora mumwe kana vaviri
Naurirano isimbiswe
Vayananise vapedze daka renyu
Usamuchengetera chakaipa pahana Yako
Rudo runofukidza mhosva dzose
Lyrics powered by www.musixmatch.com