Lyrics

Nembo Bwoy Ndadzoka zvakare, pasi penyundo Zungu zungu vanhu vese voshaya kuti chiiko (Ndoivheneka, ndoivheneka) Akanditarisa ini ndokumutarisawo(she look at me you know) Akandiudza kuti anondidawo Ndakanyemwerera ndikatora maoko ake ndikamutarisa mumaziso Ndikati musikana mira ndikuudze (Ukati chii?) Ndikati musikana mira ndikuudze Dai moyo waibvisika ndaibvisa wangu ndomuratidza Wangu wakazara nerudo rwangu kwauri musikana Zviya zvekupfachukira, rufu chete ndorwuchatipesanisa Asi chero tikafa zvimwe zvese zvingaoreka Asi chero tikafa zvimwe zvese zvingaoreka Akanyemwerera ini ndokunyemwererawo (Wati chii?) Akanditsvoda ndikaita dzunguwo Ndakanyemwerera ndikatarisa mudenga ndikatenda Mwari Ndikati musikana mira ndikuudze (Muudze one more time) ndikati musikana mira ndikuudze Dai moyo waibvisika ndaibvisa wangu ndomuratidza Wangu wakazara nerudo rwangu kwauri musikana Zviya zvekupfachukira, rufu chete ndorwuchatipesanisa Asi chero tikafa zvimwe zvese zvingaoreka Asi chero tikafa zvimwe zvese zvingaoreka Listen, musikana akanaka, musikana akakora Runako rwako rwanditenderedza musoro Vachandiudza, handingakuruze Nekuti ndikakuruza moyo wangu wakarwadza wani Rudo rwandawana pauri harungowanikwe pese Haundidire mari, mayas Haundidire mora, mayas Unondida zvandiri, eheka Dai moyo waibvisika ndaibvisa wangu ndomuratidza Wangu wakazara nerudo rwangu kwauri musikana Zviya zvekupfachukira, rufu chete ndorwuchatipesanisa Asi chero tikafa zvimwe zvese zvingaoreka Asi chero tikafa zvimwe zvese zvingaoreka Musikana akabatana (oh) ndoda kukutora (oh) Ndomuendesa (oh) kwese kwese (oh) (Oh) nyika yese (oh-woah, oh-woah, woah) nyika yese (Oh, oh, oh, oh, oh) German Headquarters come in (vari kutamba) (Oh-woah, oh-woah, woah) German Headquarters, please repeat contact Dai moyo waibvisika ndaibvisa wangu ndomuratidza Wangu wakazara nerudo rwangu kwauri musikana Zviya zvekupfachukira, rufu chete ndorwuchatipesanisa Asi chero tikafa zvimwe zvese zvingaoreka Asi chero tikafa zvimwe zvese zvingaoreka Dai moyo waibvisika ndaibvisa wangu ndomuratidza Wangu wakazara nerudo rwangu kwauri musikana Zviya zvekupfachukira, rufu chete ndorwuchatipesanisa Asi chero tikafa zvimwe zvese zvingaoreka Asi chero tikafa zvimwe zvese zvingaoreka
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out