Lyrics

I'm taking my time with you I'm saving myself for you (Oh, Bad Tings music, nice TV) First and for most ndichati rasikei zvishoma pakanyaya kangu Mwana andivhiringidza pfungwa uyu Moyo wangu wakadambuka, kushaya kana mumwe angausonanidza That's when she came, akatanga kumumutsiridza Akati kwandiri I'm taking my time with you Pakutanga zvaisandirevera achiti I'm saving myself for you Ndikati wandibvira nepiko (Handichina kwekumhanyira) Moyo wangu wazodzikama (Handichina kwekumhanyira) Wandigadzirira wangu mukana (Handichina kwekumhanyira) Moyo wangu wazodzikama (Handichina kwekumhanyira) Wondigadzirira wangu mukana Let's take it slow Hatichina kwekumhanyira mudikani Kare paye ndakamhanya Ndikazogumisidza ndagumburwa Nekuda kwenharo Handina kunge ndaziva Kuti zvandinoda zviri mberi kwemeso angu Ndaitsvaga ndichibira bira Ndadzika midzi, ndoti kwauri I'm taking my time with you Pakutanga zvaisamurevera ndichiti I'm taking my time with you Inyaya dzemoyo, nyaya dzemoyo (Handichina kwekumhanyira) Moyo wangu wazodzikama (Handichina kwekumhanyira) Wondigadzirira wangu mukana (Handichina kwekumhanyira) Moyo wangu wazodzikama (Handichina kwekumhanyira) Wondigadzirira wangu mukana (Handichina kwekumhanyira) Moyo wangu wazodzikama (Handichina kwekumhanyira) Wondigadzirira wangu mukana Vachatanga kutaura, eh Kunge nziyo vachishaura Rudo rwangu naiye, rwangu naiye Kuti dai zvafa, tishaye rugare Asi hatisi takazvisarudza, ndiMwari waona (Handichina kwekumhanyira) (Handichina kwekumhanyira) Babe, oh-oh (Handichina kwekumhanyira) Moyo wangu wazodzikama, babe (Handichina kwekumhanyira) Handichina kwete, kwekumhanyira, no (Handichina kwekumhanyira) Moyo wangu wazodzikama (Handichina kwekumhanyira) Wondigadzirira wangu mukana, babe (Handichina kwekumhanyira) Handichina kani, no, no, no (Handichina kwekumhanyira) Whoa, whoa, whoa, whoa (Handichina kwekumhanyira) (Handichina kwekumhanyira) Wondigadzirira wangu mukana (Handichina kwekumhanyira) Moyo wangu wazodzikama (Handichina kwekumhanyira) Oh-oh, wangu mukana
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out