Lyrics

Television ting (chigunduru) High Definition (chigunduru gunduru) Hagamukaka, makuruwani Ndanzwa ngoma ichiita kunge chipantsula Inzwa inini ndaipinda pachi-gorilla Ini ndasvipa moto kuita kunge Godzilla Ndichivasveta ropa kuita kunge Dracula Vese ndavaona vari kutatarika Ngoma iri kurira, vari kupaparika Ndini ndavadhaka kusiya vadzedzereka Semhepo vese varikupepereka Asi rasta zunzai mukwende PTK ridza tiende Ndokuti vese vatende Patinosvika ita kuti vahwande Isusu hatibatike kana kwakachena Hove huru dzinodyira kwasviba Chiba-ba-ba Unonakirwa wasvika Hatibatike kana kwakachena Hove huru dzinodyira kwasviba Chiba-ba-ba-babababababa Vari kunwa ma-lager kana ma-cider Kuno unotouya wa-decider Mari yerent wogara wa-divider Nekuti mangoma isu tiri ku-rider Murder! Handisi kugeda-geda Kutamba ngoma kunge chivhedha Vese ndichivarova ma-header Vopa kutenda Isusu hatibatike kana kwakachena Hove huru dzinodyira kwasviba Chiba-ba-ba Unonakirwa wasvika Hatibatike kana kwakachena Hove huru dzinodyira kwasviba Chiba-ba-ba-bababababababa Nyangwe tiripa 1 plus 1 Maoko mudenga, bvisai ngowani Chi-stayera icho chinyowani Kana uri wega tsvaga mumwe hwani Chibababa ndimakuruwani Ah! Inga munondida wani Mangoma ndoari nani Nekuti ndinomakanga mu-pan Hatibatike hatikundike Dhanzi nyowani yekuzvikanda Handikendenge, inonzi 'Handikendenge' Isusu hatibatike, hatikundike Dhanzi nyowani yekuzvikanda Handikendenge inonzi 'Hatiketeke' Awona PTK, ah hove huru Sunshine, hove huru Gaza me say, hove huru Hatibatike kwakachena nekuti ah! Hatibatike kana kwakachena Hove huru dzinodyira kwasviba Chiba-ba-ba Unona- Television! High Definition Makuruwani (Chigunduru gunduru, chigunduru gunduru) Ndanzwa ngoma ichiita kunge chipantsula Inzwa inini ndaipinda pachi-gorrilla Ini ndasvipa moto kuita kunge Godzilla Ndichivasveta ropa kuita kunge Dracula Vese ndavaona vari kutatarika Ngoma irikurira vari kupaparika Ndini ndavadhaka kusiya vadzedzereka Semhepo vese varikupepereka Asi rasta zunzai mukwende PTK ridza tiende Ndokuti vese vatende Patinosvika ita kuti vahwande Isusu hatibatike kana kwakachena Hove huru dzinodyira kwasviba Chiba-ba-ba Unonakirwa wasvika Hatibatike kana kwakachena Hove huru dzinodyira kwasviba Chiba-ba-ba-babababababa
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out