Listen to Mungandidii? by Takura

Mungandidii?

Takura

World

2,063 Shazams

Music Video

Featured In

Credits

PERFORMING ARTISTS
Takura Benard Shonhai
Takura Benard Shonhai
Performer
COMPOSITION & LYRICS
Takura Benard Shonhai
Takura Benard Shonhai
Composer
PRODUCTION & ENGINEERING
Courage "C.O.G" Manyumwa
Courage "C.O.G" Manyumwa
Producer
Courage "COG Beatz" Manyomwa
Courage "COG Beatz" Manyomwa
Producer

Lyrics

They always gonna tell you that you can not do it But tell them, "No I can" Look at me now, baby, I'm doing it, I did it I'm still gonna do it, 'til I die baby (Takura baby) ini mungandidii, mungadiiko? (Hapana zvaunombondiita) Hapana zvamungandiita, mungadidiiko? (Hapana zvaunombondiita) Chero mukazama-zama-zama-zama sei (hapana zvaunombondiita) Hapana zvamungandiita, mungandidiiko? (Hapana zvaunombondiita) Imi mungandidii, mungandidiiko? (Hapana zvaunombondiita) Hapana zvamunondiita, mungandiiko? (Hapana zvaunombondiita) Chero ndikadai, chero ndikadai (hapana zvaunombondiita) Hapana zvamunondiita, mungandidiiko? (Hapana zvaunombondiita) (Okay okay) kuda kuzama kuita kuvhaira Ey, hona, hona manje, me and my team tirikuswera all day, tirikuvhayirwa Ey, out here, tichi-liver that good, good life, tongoripwa kangogarira Hanzi, hanzi, kwanzi zvai, hee hee zvazodai, manje ini ndatojaira Ey, I can see you mukurwadziwa, eh Ey-ey-ey, imbozvitarisa mu-mirror, ehh (wakapenga wakadaro) Ende usatombozvityira eh Chero vakazama sei, usatombozvidzikisira eh Mwana wamai, lemmie tell you one thing (one thing) Chero ukazama zama something (something) Hazvina kana basa, koo ungandidii? Imi mungandidii, mungadiiko? (Hapana zvaunombondiita) Hapana zvamungandiita, mungadidiiko? (Hapana zvaunombondiita) Chero mukazama-zama-zama-zama sei (hapana zvaunombondiita) Hapana zvamungandiita, mungandidiiko? (Hapana zvaunombondiita) Ini mungandidii, mungandidiiko? (Hapana zvaunombondiita) Hapana zvamunondiita, mungandiiko? (Hapana zvaunombondiita) Chero ndikadai, chero ndikadai (hapana zvaunombondiita) Hapana zvamunondiita, mungandidiiko? (Hapana zvaunombondiita) (Okay okay) iwe ita kungotyaira ehh I got you trapping, I got you dabbing, but hapana zvamungaaita Mungandidii? Taking over, Im taking over', imbondisiya ndimboshaina ehh Tryna stop me from doing me, ende murikundigaira ehh I can see you, mukurwadziwa Imbozv- imbozvitarisa mu-mirror, eh (wakapenga wakadaro) Ende usatombozvityira Eh, chero wakazama sei, usatombozvidzikisira, hey Mwana wamai, lemmie tell you one thing (one thing) Chero ukazama zama something, (something) hmm (Praa, praa) imi mungandidii, mungadiiko? (Hapana zvaunombondiita) Hapana zvamungandiita, mungadidiiko? (Hapana zvaunombondiita) Chero mukazama-zama-zama-zama sei (hapana zvaunombondiita) Hapana zvamungandiita, mungandidiiko? (Hapana zvaunombondiita) Imi mungandidii, mungandidiiko? (Hapana zvaunombondiita) Hapana zvamunondiita, mungandiiko? (Hapana zvaunombondiita) Chero ndikadai, chero ndikadai (hapana zvaunombondiita) Hapana zvamunondiita, ungandidiiko? (Hapana zvaunombondiita) Hee-eh-eh hee, mungandidii, mungandidiiko? (Hapana, hapana, hapana, hapana, hapana, hapana, hapana) Mungandidii, mungandidiiko?
Writer(s): Courage "c.o.g" Manyumwa, Takura Benard Shonhai, Takura Bernard Shonhai Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out