Lyrics

A-Avion, Military Touch Rata, Aye, (Levels, Level Production) Levels, Fantan, Tamuka Aka kekuma-flats kuMbare, kadhanzi kabuda nekuMatapi Ndisingazoziva hangu kuti nechepapi Muchavaona varidzi vacho kuti ndevapi Ikaka Aka, ikaka, aka kanjiva Aka, ikaka, aka kanjiva Kakaiswa apa, kanoiswa apa Kozoiswa apa, apa, apa Kakauya apa, kachaenda apa Kozoenda apa, apa, apa Ikaka, ikaka kari kukrinwa Kanoshaya remuromo remukanwa ikaka Kobva kanzi pagirazi Kakanzi pozi kachadzoka kari easy Ikaka, ehe kari kunaka Ah aikaka, ah aikaka Iwe, ita uchitarisa mupaka Ichi chinotanga chiri aka Aka, ikaka, aka kanjiva Aka, ikaka, aka kanjiva Kakaiswa apa, kanoiswa apa Kozoiswa apa, apa, apa Kakauya apa, kachaenda apa Kozoenda apa, apa, apa Kanenge kachatinetsa Usashamisike kachibva kavanonotsa Hakaziriko kanojobora domasi Dzika-dzika nako zasi-zasi Handichada nako kubva Kuita senge kawedzerwa tuma some- umm Twunhingi-nhingi chichibva chanoti bamu Kuma terrace ese umu muStadium Kadairwa nekuti ya'a money game eh Aka, ikaka, aka kanjiva Aka, ikaka, aka kanjiva Kakaiswa apa, kanoiswa apa, kozoiswa apa, apa, apa Kakauya apa, kozoenda apa, kachaenda apa, apa, apa Aka ka'akangu, iwewe enda unotsvaga kako Ungandimenyere senge kane makoko Handikutembe unogona kungondibvutira Manje handisi tsaga ndahwandisa ndakutsunyira Tembani, Sam, naN'anin'ani Levels, Flash naFantan (Fantan) Tenge tiina Tamuka (Tamuka) Daidzai Gabu naDhadha (naDhadha) Aka (aka) ikaka (ikaka) aka (aka) kanjiva (kanjiva) Aka (aka) ikaka (ikaka) aka (aka) kanjiva (kanjiva) Kanoiswa apa, kozoiswa apa, kozoiswa apa, apa, apa (Military Touch) Kakauya apa, kachaenda apa, kozoenda apa, apa, apa (Levels Production) Aka (aka) ikaka (ikaka) aka (aka) karikukrinwa naBruce Boss Dhama (Boss Dhama), Dadza (Dadza) Gangsta corner (corner), Douglas Gaza (Gaza)
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out