Lyrics

(Body Slam Records) ndomukwa Hot Property (hezvo) Nyatsocheka ma-settings ma-runnings Ma-number manyowani, iwe PTK Ndini here wamanga makamirira? Ndiri kushamisika mese muchidaira Ndoda kuona muchifara kana ngoma yorira Hameno ndekupi kwazvichagumira Hona zvatanga saka honai Ngoma ndaimba saka tambai Vanga vakarara saka mukai Ini ndauya saka farai Hona zvatanga saka honai Ngoma ndaimba saka tambai Vanga vakarara saka mukai Ini ndauya saka farai Vanhu vaya vaungana gwenyambira simuka (oo-ooh) Ushe madzoro ndombotongawo (oo-oohh) Tanga tanzwa nekuchema saka tombofarawo (oo-oohh) Vese vanga vakarara saka mukaiwo (oo-oohh) Hona zvatanga saka honai Ngoma ndaimba saka tambai Vanga vakarara saka mukai Ini ndauya saka farai Hona zvatanga saka honai Ngoma ndaimba saka tambai Vanga vakarara saka mukai Ini ndauya saka farai Kuti ndiuye kuno ndirove magitare Vasikana nemajaya mese huyai tifare Ngoma yacho inotambika saka handinganyare (ooh) Ngoma yacho ikutambika samare Ungatodzokera kumba usina mare Vataurire kuti taibvira kare Ndiko kutamba kwedu kuno hatirare Hona zvatanga saka honai Ngoma ndaimba saka tambai Vanga vakarara saka mukai Ini ndauya saka farai Hona zvatanga saka honai Ngoma ndaimba saka tambai Vanga vakarara saka mukai Ini ndauya saka farai Vanhu vaya vaungana gwenyambira simuka (oo-ooh) Ushe madzoro ndombotongawo (oo-oohh) Tanga tanzwa nekuchema saka tombofarawo (oo-oohh) Vese vanga vakarara saka mukaiwo (oo-oohh) Hona zvatanga saka honai Ngoma ndaimba saka tambai Vanga vakarara saka mukai Ini ndauya saka farai Hona zvatanga saka honai Ngoma ndaimba saka tambai Vanga vakarara saka mukai Ini ndauya saka farai Kuti ndiuye kuno ndirove magitare Vasikana nemajaya mese huyai tifare Ngoma yacho inotambika saka handinganyare (ooh) Ngoma yacho ikutambika samare Ungatodzokera kumba usina mare Vataurire kuti taibvira kare Ndiko kutamba kwedu kuno hatirare Hona zvatanga saka honai Ngoma ndaimba saka tambai Vanga vakarara saka mukai Ini ndauya saka farai Hona zvatanga saka honai Ngoma ndaimba saka tambai Vanga vakarara saka mukai Ini ndauya saka farai
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out