Top Songs By Alexio Kawara
Similar Songs
Credits
PERFORMING ARTISTS
Alexio Kawara
Performer
COMPOSITION & LYRICS
Alexio Kawara
Songwriter
Lyrics
Hesi babie
Ko wakadini
Ndikauya ikoko
Ndodzikira papi
Hesi babie
Ko wakadini
Ndikakwira combi
Ndodzikira papi
Ndikauya
Ndichakuona here
Ndoda kutamba newe
Chihwandehwande
Ko ndikauya
Ndichakuona here
Ndoda kutamba newe
Chihwandehwande
Nguva yareba babie ndisina kukuona
Kana nekufunga ini handichagona
Zuva rega rega rinondirebera
Kutanga Muvhuro kusvika Mugovera
Wakati uchazofona uchindipa kero
Nhasi ndichakangokumirira ndakadero
Wakati zvikaramba uchazondinyorera mwadhi
Nyangwe zvakadaro kumirira handichadi
Hesi babie
Ko wakadini
Ndikauya ikoko
Ndodzikira papi
Hesi babie
Ko wakadini
Ndikakwira taxi
Ndodzikira papi
Ndikauya
Ndichakuona here
Ndoda kutamba newe
Chihwandehwande
Ko ndikauya
Ndichakuona here
Ndoda kutamba newe
Chihwandehwande
Ndinogaro rota urimumaoko angu
Mudiwa ndapota ndingazofa neshungu
Ndonzwa kuda kukutsvoda zvisingatoiti
Asi ndingaita sei kunze kwekuuya ikoko
Totamba matambiro edu aye ataiita
Tichiita zvese zviye zvataisiita
Chisveru chikudo nechihwandehwande
Tichisasana
Hatibude panze
Hesi babie
Ko wakadini
Ndikauya ikoko
Ndodzikira papi
Hesi babie
Ko wakadini
Ndikakwira combi
Ndodzikira papi
Ndikauya
Ndichakuona here
Ndoda kutamba newe
Chihwandehwande
Ko ndikauya
Ndichakuona here
Ndoda kutamba newe
Chihwandehwande
Ndouyako Chihwandehwande
Ndouyako babie wanguwe Chihwandehwande
Ndizotamba newe Chihwandehwande
Sezvataiita kare Chihwandehwande
Ndouyako Chihwandehwande
Ndouyako babie wanguwe Chihwandehwande
Ndizotamba newe Chihwandehwande
Sezvataiita kare Chihwandehwande
Koka koka koka Chihwandehwande
Koka koka koka Chihwandehwande
Newe Chihwandehwande
Newe Chihwandehwande
Writer(s): Alexio Kawara
Lyrics powered by www.musixmatch.com