Lyrics

Terera aya terera Uri ruva rangu mwana akanakisa Chimiro chako chinonwisa mvura Kubata kudai kunge pondo shanu Uri chimwe changu iwewe mwanasikana Ungadai wabvuma kugara uneni Nokuti rudo pano ndoparizere Bvuma, bvuma (bvuma) kugara uneni (uneni) Bvuma, bvuma iwe, uve wangu Bvuma, bvuma (bvuma) kugara uneni Bvuma, bvuma iwe, uve wangu Pose paunopfuura ndinogarokutarisa Ipo maziso edu anobva asangana Iwe nyemwerero unobva watondipa Moyo wangu mudiwa unobva wangodekara Nokuti ndinoziva mudiwa Kuti iwe wakasikirwa ini, ini ndokusikirwa iwe Saka ngatigarisane ye Bvuma, bvuma (bvuma) kugara uneni (uneni) Bvuma, bvuma iwe uve wangu Bvuma, bvuma kugara uneni Bvuma, bvuma iwe, uve wangu Ukabvuma kugara uneni Ndichakupa zvose zvaunoshuvira mwanasikana Ndinokuratidza iwe rudo rwakanyanya Rwausingambofi wapihwa nemumwe Chenai bvuma, kugara uneni Bvuma, bvuma (bvuma) kugara uneni (uneni) Bvuma, bvuma iwe, uve wangu Bvuma, bvuma, kugara uneni Bvuma, bvuma iwe, uve wangu Haya, haya, haya, haya wo Haya, haya, haya, haya wo Haya, haya, haya, haya wo Haya, haya, haya, haya woo Bvuma, bvuma (bvuma) kugara uneni (uneni, ye) Bvuma, bvuma iwe (woo) uve wangu (terera iwe) Bvuma, bvuma, kugara uneni Bvuma, bvuma iwe (terera) uve wangu
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out