Lyrics

Gafa Gafa Gafa zvekare Vanoda kundimisa zvandinoita (no, no, no, no, no) Hakuna kundityisa kwamunoita Oskid, ndine kapower power Kapower kari mandiri Ini ndine kapower power Kapower kari mandiri Pavanoisa negative yavo pa positive yangu (zvino sparker) Pandinoisa positive yangu pa negative yavo (zvino sparker) Ndinenge Bhatiri (zvo sparker, sparker, sparker) Bhatiri (zvo sparker, sparker sparker) Vanoshuwira kuti dai ndafa (dai chafa icho) Vokoshiwa kuti ndiri Gafa Honaka Munhu wese ane power rake Ane zuva, ane ma awa ake Kana newe une power rako Vimba nezvauri moyo ndo kirawa rako Muhupenyu mune maseason Kuchanaya kuchapisa, zvine reason Usingakwanise moto we oven Mhama vakanditi tamba kure ne kitchen Coz mulife uchasangana nevanhu Vachauya vokurimira muganhu Vasingade uone chimwe chikamu Saka mira zvine hudzamu Pavanoisa negative yavo pa positive yangu (zvino sparker) Pandinoisa positive yangu pa negative yavo (zvino sparker) Ndinenge Bhatiri (zvo sparker, sparker, sparker) Bhatiri (zvo sparker, sparker sparker) Vanoshuwira kuti dai ndafa (dai chafa icho) Vokoshiwa kuti ndiri Gafa Manje, ndine kapower power Kapower kari mandiri Ini ndine kapower power Kapower kari mandiri Life haimirire kusparker nekuti vavengi vakavhura maziso Happy yacho kana mari haitenge panapa ndozviripo Nhasi izuva rangu ndiri ku charger (charger, charger) Voda kuona guva rangu vondi judger (judger, judger) Pandionenda mberi ndigadzirei mbuva yangu Judger Zvevanhu handichadya vangazondibatira musadza Pavanoisa negative yavo pa positive yangu (zvino sparker) Pandinoisa positive yangu pa negative yavo (zvino sparker) Ndinenge Bhatiri (zvo sparker, sparker, sparker) Bhatiri (zvo sparker, sparker sparker) Vanoshuwira kuti dai ndafa (dai chafa icho) Vokoshiwa kuti ndiri Gafa
Writer(s): Wallace Chirumiko Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out