Lyrics

Uu, uhu, uuhu (Oskid Production) Hot property, ayanaya for Ndaida kuti ungozadzisa Zvawakanga wandisimbisa Zvawasiya wandirwadzisa Nenguva yandaka tambisa Mumwe wangu taive tese tichitambura oh-ooh Asi nhasi wandisiya Zvataironga wakanganwa, nekuti zvako zvaita Mumwe wangu taive tese tichitambura oh-ooh Asi nhasi wandisiya Zvataironga wakanganwa, nekuti zvako zvaita Ndaiti pauchafara ndichafarawo (oh, oo-ohh) Pauchachema ndichachemawo Paucha tamba ndichatambawo, asi zvako zvaita Ndaiti mumwe wangu ndichava newe Kwauchaenda ndichaenda newe Mukuchema ndichava newe, asi zvako zvaita Mumwe wangu taive tese tichitambura oh-ooh Asi nhasi wandisiya Zvataironga wakanganwa, nekuti zvako zvaita Mumwe wangu taive tese tichitambura oh-ooh Asi nhasi wandisiya Zvataironga wakanganwa, nekuti zvako zvaita, zvaita Ndakabva kure ndichisadharara Ndisingazive zvichaparara Mumwe wangu otombonyara kundiona semarara Ndimbozama kuzvishingisa nenguva yandakatambisa Mumwe wangu warasisa, zvawakanga wandisimbisa Mumwe wangu taive tese tichitambura oh-ooh Asi nhasi wandisiya Zvataironga wakanganwa, nekuti zvako zvaita Mumwe wangu taive tese tichitambura oh-ooh Asi nhasi wandisiya Zvataironga wakanganwa, nekuti zvako zvaita Ndaida kuti ungozadzisa Zvawakanga wandisimbisa Zvawasiya wandirwadzisa Nenguva yandakatambisa Mumwe wangu taive tese tichitambura oh-ooh Asi nhasi wandisiya Zvataironga wakanganwa, nekuti zvako zvaita Mumwe wangu taive tese tichitambura oh-ooh Asi nhasi wandisiya Zvataironga wakanganwa, nekuti zvako zvaita Mumwe wangu taive tese tichitambura oh-ooh Asi nhasi wandisiya Zvataironga wakanganwa, nekuti zvako zvaita Mumwe wangu taive tese tichitambura oh-ooh Asi nhasi wandisiya Zvataironga wakanganwa, nekuti zvako zvaita
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out