Lyrics

Bad Company Records Gzzy, make di gyal dem get busy! Roll a J, straight aiming for an A Chatterbox, no matter what dem seh Sky coulda grey, most high we pray Can't stop make way, brighter days Iyi ndo bholato Hoo bholato Chaiyo i auto Moto moto Iyi ndo bholato Hoo bholato Chaiyo i auto Moto moto Siyai ndifare, ndiri alive Pfungwa five, sa Masiyiwa Strive Siyai ndifare, ndiri alive Pfungwa five, sa Masiyiwa Strive Na Sugardripp kutapira se hive Ehee ako ka jive Vic Vado pattern riri sharp se knife Gzzy vaudze kuti tiri alive Expensive style haisi cheap Remember what you sow, you shoulda reap Hustle hard 365 we nuh flip Party hard six to six we nuh sleep Don't trip, don't trip Siyai ndifare, ndiri alive Pfungwa five, sa Masiyiwa Strive Siyai ndifare, ndiri alive Pfungwa five, sa Masiyiwa Strive Tofara zvine order kwete dhungemutunge Hakudanwi anonzwa i nhangemutange Zvedu ndezve chipo, kwete zvekwa ndunge Mabadmind ndapota musawondonge Ndauya semufananidzo zvoda shingaidzo Kukumbira chiratidzo Ho yah tsanangudzo Hatidi Ndisiyei ndifare, nyama nemweya zviri pamwe Hupenyu unouya, ziva unongorarama kamwe Life is the greatest gift, hobho makomborero Even when the seasons shift, ingori mhemberero Iyi ndo bholato Hoo bholato Chaiyo i auto Moto moto Iyi ndo bholato Hoo bholato Chaiyo i auto Moto moto Siyai ndifare, ndiri alive Pfungwa five, sa Masiyiwa Strive Siyai ndifare, ndiri alive Pfungwa five, sa Masiyiwa Strive Na Sugardripp kutapira se hive Ehee ako ka jive Vic Vado pattern riri sharp se knife Gzzy vaudze kuti tiri alive Expensive style haisi cheap Remember what you sow, you shoulda reap Hustle hard 365 we nuh flip Party hard six to six we nuh sleep Don't trip, don't trip
Writer(s): Tafadzwa Saungweme Lyrics powered by www.musixmatch.com
Get up to 2 months free of Apple Music
instagramSharePathic_arrow_out