Music Video

Survivor
Watch {trackName} music video by {artistName}

Featured In

Credits

COMPOSITION & LYRICS
Wallace Chirumiko
Wallace Chirumiko
Songwriter

Lyrics

Takumiririra vanhu kunge Steve Biko Ukaona Bigman ukaona Shinso Varipo hobho vanenge isusu vane zvipo Maghetto youth gozha Anomhanya mic, anotamba bhora But hapana zviripo (but hapana zviripo) Ndati ndizame chiconductor porisi ririkurova nemboma apa Ndironge musika panaCharter demon rekanzuru rabva rabata Shinsoman the dancehall father ndabatwa Biggy kuCentral Police ndavata Zvakaoma kudaro, tiri masurvivor Isu tiri ma survivor Ende futi tine nharo tinenge Macgyver Isu tinenge Macgyver Saka Shinsoman na the Biggy man Tiri paghetto hatishaiwe plan Saka Bigman neni Shinsoman Paghetto hatishaiwe plan Mukadzi nemwana vakamirira kumba Baba vachadzoka kubasa Ini ndabatwa ndakandwa mukati asi Tariro handife ndakarasa Ndichangoramba ndichishingirira I one day ratichabudirira Chirega kuchema Gaffa nekuti musodzi Haife yakachovha ndima Handingaburitse zino baba Devante Vachikohwa pandakarima Ndati ndizame chiconductor porisi ririkurova nemboma apa Ndironge musika panaCharter demon rekanzuru rabva rabata Shinsoman the dancehall father ndabatwa Biggy kuCentral Police ndavata Zvakaoma kudaro Tiri masurvivor isu tiri masurvivor Ende futi tine nharo tinenge Macgyver Isu tinenge Macgyver Saka Shinsoman na the Big man Tiri paghetto hatishaiwe plan Saka Big man neni Shinso man Paghetto hatishaiwe plan Vakatiwona taka leza pakona Vanoti hatina zvatinogona Kuma ghetto youth mikana ishoma Hakuna ghetto youth risina zvarinogona Saka Shinso (gafa) ndonzi aniko? Kuzama paghetto but hakuna iriko Takumiririra vanhu kunge Steve Biko Ukaona Bigman ukaona Shinso Varipo hobho vanenge isusu vane zvipo Maghetto youth gozha Anomhanya mic, anotamba bhora But hapana zviripo Ndati ndizame chiconductor porisi ririkurova nemboma apa Ndironge musika panaCharter demon rekanzuru rabva rabata Shinsoman the dancehall father ndabatwa Biggy kuCentral Police ndavata Zvakaoma kudaro, tiri masurvivor isu tiri masurvivor Ende futi tine nharo Tinenge Macgyver Isu tinenge Macgyver Saka Shinsoman na the Biggy man Tiri pa ghetto hatishaiwe plan Saka Bigman neni Shinsoman Paghetto hatishaiwe plan Zvakaoma kudaro, tiri masurvivor isu tiri masurvivor Ende futi tine nharo tinenge Macgyver isu tinenge Macgyver Saka Shinsoman na the Biggy man Tiri pa ghetto hatishaiwe plan Saka Bigman neni Shinsoman Paghetto hatishaiwe plan Zvakaoma kudaro, tiri masurvivor isu tiri masurvivor Ende futi tine nharo Tinenge Macgyver Isu tinenge Macgyver Saka Shinsoman na the Biggy man Tiri paghetto hatishaiwe plan Saka Bigman neni Shinsoman Pa ghetto hatishaiwe plan Zvakaoma kudaro, tiri masurvivor isu tiri masurvivor Ende futi tine nharo Tinenge Macgyver Isu tinenge Macgyver Saka Shinsoman na the Biggy man Tiri paghetto hatishaiwe plan Saka Bigman neni Shinsoman Pa ghetto hatishaiwe plan Yoh Lion Oskid (Ke Nako Music) gafa kusvika ndafa Igwe Paghetto zvinhu azvina kumira mushe this time, no no no Asi chichemo changu kumayouths ahikonai kumixer necrime, no no no Misodzi yandachema maghetto youths akandwa boma, akandwa boma Tiri kutryer but hapana kana chiri kufaya and hamusati maona
Writer(s): Winki Tang, Vicky Wong Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out