Lyrics

Lev- Levels Production Yeah, amanika leko Munhu wese ane zvaanofarira (farira) Asi zvinenge zvakatosiyana siyana Doro kune vamwe havambosiya Vamwe msombodhiya, fodya kuita addicted, asi ini hapana Skirt ini handidi kuona, ndoita follow-up sebhora Vamwe mungapenga nedoro asi ini ndopenga navo Vasikana ava vanofaya (vasikana ava vanofaya) Wakitembeya miuno balaa (wakitembeya miuno balaa) Usandibvunze ndinovada nei? (Ndinovada nei?) Ndozvandiri saka bhora mberi (saka bhora mberi) Ukarwadziwa neni, I don't care Fodya, doro, ndogona kusiya zvirinyore, asi vasikana (Zvandovafarira zvinenge zvakanyanya) Fodya, doro, ndogona kusiya zvirinyore, asi vasikana (Zvandovafarira zvinenge zvakanyanya) Zvakanyanya, zvinenge zvakanyanya Zvakanyanya, izvi zvakanyanya Zvakanyanya, zvinenge zvakanyanya Zvakanyanya, izvi zvakanyanya This was there before, hazvina kutanga nhasi Vana baba kukanganwa, mhuri vasikana nhai Handisi ndega ini, zvakabata Mambo Solomon Skiri, unorasa simba kupera kunge Samson Fodya, doro, ndogona kusiya zvirinyore, asi vasikana (Zvandovafarira zvinenge zvakanyanya) Fodya, doro, ndogona kusiya zvirinyore, asi vasikana (Zvandovafarira zvinenge zvakanyanya) Zvakanyanya, zvinenge zvakanyanya Zvakanyanya, izvi zvakanyanya Zvakanyanya, zvinenge zvakanyanya Zvakanyanya, izvi zvakanyanya Vasikana ava vanofaya (vasikana ava vanofaya) Wakitembeya miuno balaa (wakitembeya miuno balaa) Usandibvunze ndinovada nei? (Ndinovada nei?) Ndozvandiri saka bhora mberi (saka bhora mberi) Ukarwadziwa neni, I don't care (Munhu wese ane zvaanofarira) (Doro kune vamwe havambosiya) Lev- Levels Production
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out