Music Video

Wakavingei
Watch {trackName} music video by {artistName}

Featured In

Credits

PERFORMING ARTISTS
Lindsay
Lindsay
Performer
Jah Signal
Jah Signal
Performer
COMPOSITION & LYRICS
Jordan Link Mangwiro
Jordan Link Mangwiro
Songwriter
Nicodimus Mutize
Nicodimus Mutize
Songwriter
Hillary Mutake
Hillary Mutake
Songwriter

Lyrics

Oskid Production Jah Signal It's Lindsay Tirarira swah, inini ndini ndarira swah Pamusha pano wakavingeiko mai mwana? Pamusha pano ndakavinga rudo baba mwana Chimbogara pachituru Imbomira zvema lulu Variko here sekuru Kumba kwana maiguru Vainda here kuskuru Vana vababamukuru Hama dzangu ndidzo dzandoda zvikuru Ah, every day mubhedhuru Saka chidira peturu Uchatotora menduru Tikagara mubheduru Iyoyi tirarira chimboidira peturu Ndobata malulu (ndobata malulu) Ukasabata malulu ndichamapa bamukuru Remember vakashaikirwa namaiguru Hauna nyadzi murume mukuru Kungokuma pese pese kuita kunge bhuru Pamusha pano wakavingeiko mai mwana? Pamusha pano ndakavinga rudo baba mwana Pamusha pano wakavingeiko mai mwana? Pamusha pano ndakavinga rudo baba mwana Wakavinga rudo izvozvo usambodhibha Hupenyu hwepasi pano hauna kuchipa Usade kuraramisa kuita kunge mujibha Kundipinza bhizi ndikakuona ndokutiza Zvokuginyabvura hazviite Ndiri mukadzi wako Saka iwe zvizive Usade kundivhundutsira kani kuti ndikutye Ndaramba, ndaramba Pamusha pano wakavingeiko mai mwana? Pamusha pano ndakavinga rudo baba mwana Pamusha pano wakavingeiko mai mwana? Pamusha pano ndakavinga rudo baba mwana Chimbogara pachituru Imbomira zvema lulu Variko here sekuru Kumba kwana maiguru Vainda here kuskuru Vana vababamukuru Hama dzangu ndidzo dzandoda zvikuru Ah, every day mubhedhuru Saka chidira peturu Uchatotora menduru Tikagara mubheduru Iyoyi tirarira chimboidira peturu Ndobata malulu Pamusha pano wakavingeiko mai mwana? Pamusha pano ndakavinga rudo baba mwana Pamusha pano wakavingeiko mai mwana? Pamusha pano ndakavinga rudo baba mwana (Oskid Production) No feelings! No vusi!
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out