Lyrics

Kumavambo kwazvo hakuna chakanaka Hakuna chinorema, hakuna kutyira kure Kumavambo kwazvo hakuna chakanaka Hakuna chinorema, hakuna kutyira kure Hakuna chinorema (chinorema) Hakuna vetsimbe Tarisiro chete, tarisiro ihuru Hakuna zvinorema (chinorema) Hakuna vetsimbe Tarisiro chete, tarisiro ihuru Ungapinde murudo nyaya ndiyo-ndiyo Tarisiro chete, tarisiro ihuru Ungapinde murudo nyaya ndiyo-ndiyo Tarisiro chete, tarisiro ihuru Mai vachimuyarutsa mwanasikana uyu Tarisiro yavo, tarisiro ihuru Mai vachimuyarutsa mwanasikana uyu Tarisiro yavo, tarisiro ihuru Baba vachimuyarutsa mwana wavo Tarisiro yavo, tarisiro ihuru Baba vachimuyarutsa mwana wavo Tarisiro yavo, tarisiro ihuru Kunyangwe naiyewo mwanasikana uyu Anodawo rudo rwakaropafadzwa Kunyangwe naiyewo mwanakomana uyu Anodawo raramo yakarurama Ndati nyangwe naiye mwanasikana uyu Anodawo rudo rwakakomborerwa Kunyangwe naiyewo mwanakomana uyu Anodawo raramo yakarurama Vanogona zvavo vanonyengetera (vonyengetera) Vachikumbira kundiso kuna Baba Vanogona zvavo vanonyengetera (vonyengetera) Vachikumbira kundiso kuna Baba Batai munyengetero (batai munyengetero) imi Mukakumbira chete Baba vanopa Batai munyengetero (batai munyengetero) Mukakumbira chete Baba vanopa Hakuna chingakona, hakuna chingarema Ukakumbira chete Baba vanopa Hakuna chinorema, hakuna chingakona Ukakumbira chete Baba vanopa Muchimuona kudai mwana wechikoro Tarisiro yake, tarisiro ihuru Muchimuona kudai mwana wechikoro Tarisiro yakewo, tarisiro ihuru Nemiwo rungwana ngwana makanangepiko? Tarisiro yenyuwo, hupenyu hutsva Nemiwo rungwana ngwana makanangepiko? Tarisiro yenyuwo, hupenyu hutsva Vanogona zvavo vanonyengetera (vonyengetera) Vachikumbira kundiso kuna Baba Vanogona zvavo vanonyengetera (vonyengetera) Vachikumbira kundiso kuna Baba Batai munyengetero (batai munyengetero) imi Mukakumbira chete Baba vanopa Batai munyengetero (batai munyengetero) Mukakumbira chete Baba vanopa Hakuna chingakona, hakuna chingarema Ukakumbira chete Baba vanopa Hakuna chinorema, hakuna chingakona Ukakumbira chete Baba vanopa Vakagona zvavo vakanyengetera Vakakumbira kundiso Baba vakapa Vakagona zvavo vakanyengetera Vakakumbira kundiso Baba vakapa Vapembedzei amai ava Vana ava vakateerera Vapembedzei baba ava Vana ava vakateerera Mupembedzei mwanasikana Mwana uyu wakateerera uyu Mupembedzei mwanakomana Mwana uyu wakateerera uyu Vakagona zvavo vakanyengetera Vakakumbira kundiso Baba vakapa Hakuna chingakona, hakuna chingarema Ukakumbira chete Baba vanopa
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out