Lyrics

Simplex Music Simplex, sizing ngoma Haizi sample Jah Signal Vanhu vanodhakwa asi Mwari haadhakwe Zvimwe zvacho tambira zvimwe zvacho usabvume Kunyangwe zviome sei kanga kajongwe Shinga mwanangu kuchema usagone Vanhu vanodhakwa asi Mwari haadhakwe Zvimwe zvacho tambira zvimwe zvacho usabvume Kunyangwe zviome sei kanga kajongwe Shinga mwanangu kuchema usagone Dana ngirozi mwanangu dana ngirozi Dana ngirozi mwanangu dana ngirozi Dana ngirozi mwanangu dana ngirozi Dana ngirozi mwanangu dana ngirozi Famba muroad mwanangu famba mu road Famba muroad uende ku abroad Famba muroad mwanangu famba mu road Famba muroad uende ku abroad Vamwe vane meso anoona panyika Vanoti vanonzwa asi havana nzeve Makumbo vanawo vanojamba kwazvo Asi pavanojamba vanotsika vamwe Ukamira navo ungati uri mupfupi Ndiwe Kapfupi unonzi unobva kupi Swa, asika uri mukundi, mwanangu uri mukundi, uri mukundi Swa, haiwa Dana ngirozi mwanangu dana ngirozi Dana ngirozi mwanangu dana ngirozi Dana ngirozi mwanangu dana ngirozi Dana ngirozi mwanangu dana ngirozi Famba muroad mwanangu famba mu road Famba muroad uende ku abroad Famba muroad mwanangu famba mu road Famba muroad uende ku abroad T, yan T, ngoma haiti yari Isimudze ma fans Swa family Simplex, sizing Mr G Mr Ganga Ndakavadzvanya Silent killer paJoza Ngoma yasvika Moza Dana ngirozi mwanangu dana ngirozi Dana ngirozi mwanangu dana ngirozi Dana ngirozi mwanangu dana ngirozi Dana ngirozi mwanangu dana ngirozi Famba muroad mwanangu famba mu road Famba muroad uende ku abroad Famba muroad mwanangu famba mu road Famba muroad uende ku abroad Simplex Music
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out