Lyrics

Killer T Ishe zvavakatirongera (honde) ndizvo zvatichafamba nazvo (honde) Rwendo rurefu asi tinosvika (honde) Zvikanzi natsa kwawabva, kwaunoyenda husiku (honde) Ndayitoti ndinoziva ndichida kuziviswawo Zvakazenge zvoda kunditambudza Ko iko kuzonakidza kunoita musikanzwa Unokanganwa nyangwe nhamo yawakaona Ndikati, "Mwari wangu itai ndiyambuke Zvadzinenge ndidzo mhepo dzacho dzonditevera" Ndikati, "Mwari wangu itai ndiyambuke Zvadzinenge ndidzo mhepo dzacho dzonditevera" Kwakutokanganwa chazuro nehope Moyo wangu waita ndishanduke Kutokanganwa chazuro nehope Moyo wangu waita ndishanduke Zvese zvandaironga pandanga ndine nzara Zvese ndakazvikanganwa pandakawana mari Kutokanganwa nyangwe kwandakabva Kusaziva kuti kune akandichengeta Kana kutaura kwavo kwaisava kwekushora Vaingoda kundizivisa chete zviri mberi Ini ndikati zvese izvozvo handinganzwi Ndotora nzira yangu, hona kwoyondiyendesa Ndikati, "Mwari wangu itai ndiyambuke Zvadzinenge ndidzo mhepo dzacho dzonditevera" Ndikati, "Mwari wangu itai ndiyambuke Zvadzinenge ndidzo mhepo dzacho dzonditevera" Kwakutokanganwa chazuro nehope Moyo wangu waita ndishanduke Kutokanganwa chazuro nehope Moyo wangu waita ndishanduke Ishe zvamakatirongera ndizvo zvatichafamba nazvo Rwendo rurefu asi tinosvika Zvikanzi natsa kwawabva, kwaunoyenda husiku Hapana chandaitomboziva kuti zvichazodai Pakupanana mazano akaipa wosiya Kana zvinhu zvorema, mutunhu worema Ishe tipei mazano tisazokundikana Ndikati, "Mwari wangu itai ndiyambuke Zvadzinenge ndidzo mhepo dzacho dzonditevera" Ndikati, "Mwari wangu itai ndiyambuke Zvadzinenge ndidzo mhepo dzacho dzonditevera" Kwakutokanganwa chazuro nehope Moyo wangu waita ndishanduke Kutokanganwa chazuro nehope Moyo wangu waita ndishanduke Zvese zvandaironga pandanga ndine nzara Zvese ndakazvikanganwa pandakawana mari Kutokanganwa nyangwe kwandakabva Kusaziva kuti kune akandichengeta Kana kutaura kwavo kwaisava kwekushora Vaingoda kundizivisa chete zviri mberi Ini ndikati zvese izvozvo handinganzwi Ndotora nzira yangu, hona kwoyondiyendesa Ndikati, "Mwari wangu itai ndiyambuke Zvadzinenge ndidzo mhepo dzacho dzonditevera" Ndikati, "Mwari wangu itai ndiyambuke Zvadzinenge ndidzo mhepo dzacho dzonditevera" Kwakutokanganwa chazuro nehope Moyo wangu waita ndishanduke Kutokanganwa chazuro nehope Moyo wangu waita ndishanduke Ishe zvamakatirongera ndizvo zvatichafamba nazvo Rwendo rurefu asi tinosvika Zvikanzi natsa kwawabva, kwaunoyenda husiku
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out