Lyrics

Mwari munondikundisa eh eh eh Makanyanya Mwari imi mune rudo rwakanyanya Makandibvisa pakawanda Pazhinji pacho panga pakashata Mumapapiro enyu ndichihwanda Mwari imi mune rudo rwakanyanya (rwakanyanya) Makandibvisa pakawanda (pakawanda) Pazhinji pacho panga pakashata (pakashata) Mumapapiro enyu ndichihwanda (ndichihwanda) Ndichaimba mbiri nerumbidzo (Mbiri nerumbidzo, mbiri nerumbidzo) Tokupai tokupai Mbiri nerumbidzo, mbiri nerumbidzo) Tokupai tokupai) Anotumira masoja (edenga) Kuzo dealer nemaboora (ngoma) Ndakatengwa nekudeuka (kweropa) Nguva dzeve ndinochengetwa (nedenga) Nvasha dzenyu dzinondi bvumbamirira nguva dzose Kutanga miriwa nedenga zvakakosha Kunyange ndisina ka zvangu one mota ndinorumbidza Futi futi ndakakomborerwa Madhimoni anditolarate Rakauya andisekerere Futi futi mwari wangu zimonya Zvinhu zvese zvinonetsa ndongo zviudza kuti Ha ha ha ha ha ha ha ha ibyapa usandutysonya Futi futi mwari wangu zimonya Kukupa zvese zvaunoda anogona (Mbiri nerumbidzo, mbiri nerumbidzo) Tokupai tokupai Mbiri nerumbidzo, mbiri nerumbidzo) Tokupai tokupai Mbiri nerumbidzo, mbiri nerumbidzo) Tokupai tokupai Mbiri nerumbidzo, mbiri nerumbidzo) Tokupai tokupai) Panguva dzana Abraham, mhoze, jekobu naissaca Vaimuziva achinzi Jehovah Rapha Zvino inini ndoti Jehovah makanyanya Kutarisa hupenyu hwangu ndongona hanya Handina kana 1 day randakashaya sadza Hanzi nekuti ini ndoda church ndatova tsaga but chii Mira uone manie handisati ndatangga Vamwe vachiri busy kutsvaga bag ini ndakuda saga Hant mdara wajose akamupa juzi recolour Inini ndichapihwa riri (Gucci wamhamha) Futi futi mwari wangu zimonya Zvinhu zvese zvinonetsa ndongo zviudza kuti Ha ha ha ha ha ha ha ha ibyapa usandutysonya Futi futi mwari wangu zimonya Kukupa zvese zvaunoda anogona (Mbiri nerumbidzo, mbiri nerumbidzo) Tokupai tokupai Mbiri nerumbidzo, mbiri nerumbidzo) Tokupai tokupai Mbiri nerumbidzo, mbiri nerumbidzo) Tokupai tokupai Mbiri nerumbidzo, mbiri nerumbidzo) Tokupai tokupai) Iri mari vessed (ehe bvisa) Tithe neOfferina (zvese bvisa) Tatumira ngirozi vedenga (dhizhaa) Warohwa nekarate iwee (ifa) Chingoziva kuti mwari anokomborera Nguva dzese anogara akakudongorera Rechiri gore reminana Sevana veminana Hatina kana pressure nezvinhu zvakawanda Chii chingandinetsa (hapana) Chii chingandishupa (hapana) Futi futi mwari wangu zimonya Zvinhu zvese zvinonetsa ndongo zviudza kuti Ha ha ha ha ha ha ha ha ibyapa usandutysonya Futi futi mwari wangu zimonya Kukupa zvese zvaunoda anogona (Mbiri nerumbidzo, mbiri nerumbidzo) Tokupai tokupai in Mbiri nerumbidzo, mbiri nerumbidzo) Tokupai tokupai Mbiri nerumbidzo, mbiri nerumbidzo) Tokupai tokupai Mbiri nerumbidzo, mbiri nerumbidzo) Tokupai tokupai) Makanyanya
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out