Music Video

SARUDZAI - Charles Charamba
Watch {trackName} music video by {artistName}

Featured In

Credits

PERFORMING ARTISTS
Fishers of Men
Fishers of Men
Performer
Charles Charamba
Charles Charamba
Lead Vocals
COMPOSITION & LYRICS
Charles Charamba
Charles Charamba
Composer
PRODUCTION & ENGINEERING
Charles Charamba
Charles Charamba
Producer

Lyrics

Sarudzai Imi sarudzai Nguva yatiri ino yaoma Ndati sarudzai Mwari wamunoda Sarudzai Ndati sarudzai Gore ratiri rino raipa Baba sarudzai Mwari wamava kuda Upenyu hwangu kubva ndiri mudiki Ndaingobatiswa zvandaisaziva Ndawana nyasha handichada Upenyu hwangu kubva karekare Ndainamata vamwari vakafa Ndawana nyasha hazvichagona Kana ndirini nemhuri yangu Ndichanamata Mwari mupenyu Ndorumbidza Jehovah Hallelujah Kubva zvino nemhuri yangu Ndave kunamata Mwari mupenyu Ndomuvonga Jehovah Oh, ngarumbidzwe Mwari wedu (pasi naye Satan) Ngarumbidzwe hallelujah (pasi naye Satan) Ngaarumbidzwe Mwari wedu (pasi naye Satan) Ngaarumbidzwe hallelujah (pasi naye Satan) Ngavavongwe baba vedu (pasi naye Satan) Ngavavongwe hallelujah (pasi naye Satan) Ngarumbidzwe Ishe Jesu (pasi naye Satan) Asi ndati pasi naye Satan (pasi naye Satan) Pasi naye Satan (pasi naye Satan) Ndati pasi naye Satan (pasi naye Satan) Sarudzai Ndati sarudzai Mwaka watave uno waoma Hama sarudzai Mwari wamave kuda Tarira uone Ho tarira mukoma Patasvika pamharadzano Iwe sarudza Mwari wawave kuda Tarira uone Tarira mukoma Patasvika pamharadzano Sarudza Mwari waunoda Chisimudza musoro tarira uone Gehena zvino rotungidzwa Sarudza Mwari waunoda Chisimudza musoro tarira uone Jesu wouya nemumakore Sarudza Mwari wawava kuda Upenyu hwangu kubva ndiri mudiki Ndaingobatiswa zvandaisaziva Ndawana nyasha hazvichagona Ho ndaifunga ini nguva yangu Yakaparadzwa nasatan Kuparara baba Ko ndavafunga ini vana vangu Vandakaripisa dzingozi Kuenda vese Yakaenda ini nguva yangu Yakatorwa nasatan Kuparara baba Ini ndaifunga baba pfuma yangu Yakaparadzwa nasatan Kuenda baba Zvamunondiona mavanga andinawo Ndakapiwa nasatan Sarudzai Mwari wamunoda Zvamunondiona mavanga andinawo Ndakapiwa nasatan Imi sarudzai Mwari wamava kuda Ndaiva mupfumi hurombo hwandinahwo Ndakapiwa nasatan Ndakaberekwa ndiri mupfumi Zvamunondiona hurombo hwandinahwo ndakapiwa nasatan Imi sarudzai Mwari wamava kuda Hazvina mhosva ndazomuwana Ndamuwana muchinda werugare Ndamuwana Jesu ndoenda naye Hazvinei ndazomuwana Ndamuwana muchinda werugare Ndamuwana Jesu ndoenda naye Iye ngarumbidzwe Mwari wedu (pasi naye Satan) Ngarumbidzwe hallelujah (pasi naye Satan) Ngavavongwe Baba venyasha (pasi naye Satan) Ngaarumbidzwe hallelujah (pasi naye Satan) Pasi naye satan (pasi naye Satan) Ndati pasi naye satan (pasi naye Satan) Ndati pasi naye satan (pasi naye Satan) Pasi naye satan (pasi naye Satan) Ngarumbidzwe Ishe Jesu (pasi naye Satan) Ndati pasi naye Satan (pasi naye Satan) Ngavavongwe Baba venyasha (pasi naye Satan) Asi ndati pasi naye Satan (pasi naye Satan) Ngaavongwe Ishe Jesu (pasi naye Satan) Asi ndati pasi naye Satan (pasi naye Satan)
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out