Lyrics

Vakauya kwandiri vehama Vakataura neni, siyana naye Vakauya kwandiri vehama Ndokutaura neni, siyana naye Jesu wako waunonamata NdiMwari wavachena usamunamata Jesu wako waunonamata NdiMwari wevarungu usamunamata Ini ndokuti kwete Jesu ndomuziva saMwari Ndichamunamata, ndichamurumbidza Ini ndokuti kwete, ah-ah, Jesu ndiMwari Ndichamunamata, ndichamurumbidza Kwete, kwete ndaramba Handidi naye Jesu wangu Kwete, kwete ndaramba Handidi naye Jesu wangu Pfuma yangu nezvimwe zvandiinazvo Mudikani ungatora, kwete Jesu Zvokwadi yangu yakavepo neropa Handingairase, handingaitengese Zvokwadi yangu yakavapo neropa Handingairase, handingaitengese Ini handidi, handidi naye Ini handidi, handidi naye Ini handidi, handidi naye Ini handidi, handidi naye Oh-yeah, oh-yeah ndaramba Handidi naye Jesu wangu Oh-yeah, ndaramba Handidi naye Jesu wangu Vakauya kwandiri vehama Ndokutaura neni, siyana naye Ini ndokuti kwete Jesu uye ndiMwari Ndichamunamata, ndichamurumbidza Ndikafunga upenyu hwandiinawo Ndakapiwa naJesu, ndomuramba sei? Ndikafunga zvaakandiitira Zvinotyisa Jesu, ndomuramba sei? Kana ndikafunga zvandiri vehama Ndakaitwa naJesu, ndomuramba sei? Chimiro chandiinacho, zvandiri vehama Ndakaitwa naJesu, ndomuramba sei? Nemhuri yandinayo, pfuma yandinayo Akandipa Jesu, ndomuramba sei? Mhuri yandinayo, makore andinawo Ndakapiwa naJesu, ndomurambirei? Kunyangwe nechivimbiso chokuenda kudenga Akandipa Jesu, ndomuramba sei? Kunyangwe nechivimbiso chokuenda kudenga Ndakapiwa naJesu, ndomuramba sei? Utano hwandiinawo, upenyu hwandiinawo Ndakapiwa naJesu, ndomuramba sei? Ini handidi ini, handidi naye Ini handidi ini, handidi naye Ini handidi ini, handidi naye Ini handidi ini, handidi naye Uh
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out