Lyrics

I hear dat Bigman A Vigilance Music Baby, ayeyeye Baby iwe MaNinja Hoowo Nyangwe vakauya vaine mabazooka (bazooka) Nyangwe mai vako vari Mama Azuka (Azuka) Handikusiye, ini handikusiye Tichatochata, vanodhakwa vachadhadhuka Vakafambisa nhau saOscar Pambuka (Pambuka) Hanzvadzi dzako nyangwe dzakajamuka (jamuka) Handikusiye, ini handikusiye Ramangwana redu rakajeka kunge dhabuka Rudo rwako rwandidzora muhujaya (muhujaya) Nguva nenguva ndinongogaya (ndinongogaya) Ndaimboti mudzimai haaite umwechete saamai, haiwa dzaiva nyaya (dzaiva nyaya) Kusimbisana kwevaishaya (vaishaya) Pfumo rerudo razondibaya (baya) Baby, ini newe takasikirwa kugara tese, ngadzisapera dziri nyaya Nyangwe vakauya vaine mabazooka (bazooka) Nyangwe mai vako vari Mama Azuka (Azuka) Handikusiye, ini handikusiye Tichatochata, vanodhakwa vachadhadhuka Vakafambisa nhau saOscar Pambuka (Pambuka) Hanzvadzi dzako nyangwe dzakajamuka (jamuka) Handikusiye, ini handikusiye Ramangwana redu rakajeka kunge dhabuka Usamboterera makuhwa (makuhwa) Kubva kuna Ishe ndakakupuhwa (ndakakupuhwa) Baby, ini newe ngatingova chinhu chimwechete dzamara tipinde muguva (muguva) Ava vanoda kuti tivengane (tivengane) Vanofarira kuti tinetsane (tinetsane) Asi baby, rudo rwedu urwu rwabve zera, hakuna kana zvombo zvonoita kuti tipesane (tipesane) Nyangwe vakauya vaine mabazooka (bazooka) Nyangwe mai vako vari Mama Azuka (Azuka) Handikusiye, ini handikusiye Tichatochata, vanodhakwa vachadhadhuka Vakafambisa nhau saOscar Pambuka (Pambuka) Hanzvadzi dzako nyangwe dzakajamuka (jamuka) Handikusiye, ini handikusiye Ramangwana redu rakajeka kunge dhabuka Rudo rwako rwandidzora muhujaya (muhujaya) Nguva nenguva ndinongogaya (ndinongogaya) Ndaimboti mudzimai haaite umwechete saamai, haiwa dzaiva nyaya (dzaiva nyaya) Kusimbisana kwevaishaya (vaishaya) Pfumo rerudo razondibaya (baya) Baby, ini newe takasikirwa kugara tese, ngadzisapera dziri nyaya Nyangwe vakauya vaine mabazooka (bazooka) Nyangwe mai vako vari Mama Azuka (Azuka) Handikusiye, ini handikusiye Tichatochata, vanodhakwa vachadhadhuka Vakafambisa nhau saOscar Pambuka (Pambuka) Hanzvadzi dzako nyangwe dzakajamuka (jamuka) Handikusiye, ini handikusiye Ramangwana redu rakajeka kunge dhabuka Nyangwe vakauya vaine mabazooka (bazooka) Nyangwe mai vako vari Mama Azuka (Azuka) Handikusiye, ini handikusiye Tichatochata, vanodhakwa vachadhadhuka Vakafambisa nhau saOscar Pambuka (Pambuka) Hanzvadzi dzako nyangwe dzakajamuka (jamuka) Handikusiye, ini handikusiye Ramangwana redu rakajeka kunge dhabuka Bigman
Writer(s): Wallace Chirumiko Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out