Lyrics

Hear me ah say Zvimoko Staira yacho pazvimoko (ah di Ninja President) Pattern yacho pazvimoko I hear dat Bigman Good yako haisi good yangu Good yangu haisi good yako Saka chindisiya ndiine chimoko changu, ini ndinokusiya uiine chako Hoowo Munhu nemunhu Ane type yake pazvimoko (pazvimoko) Ane type yake pazvimoko (pazvimoko) Twangu inini Twese twunoda bhachi nejean Saka iwewe Ndeipi type yako pazvimoko? (Pazvimoko) Ndeipi type yako pazvimoko? (Pazvimoko) Twunoda masinhi here? Kana itwotwo twuriko twuzere Chinoyenda chichidzoka ndechaRoki ChaKing Shaddy hachidye Romi ChaMaskiri chiSugar Mummy Saka ndibvunza Sniper une vangani? (Thirty thousand) Dhafkorera ipa Stunner ZvaExQ zvimoko zviMasalala Pane zvimwe zvinokara mabanana Ndatoona ndezvaJoseph Garakara Urichimoko chakawandirwa nemari Bata Nox munoita shamwari Mukangovhiringana, chinonyepa kumapepa kuti chaikupa yese salary Zvimoko zvinokicker nekarate ndezvaDino Zvinokurova kana fight pamhino Zvinokudyisa fish mhenyu kumaporofita handaifunga zviri nyikadzino Saka munhu wese Ane type yake pazvimoko (pazvimoko) Ane type yake pazvimoko (pazvimoko) Twangu inini Twese twunoda bhachi nejean Saka iwewe Ndeipi type yako pazvimoko? (Pazvimoko) Ndeipi type yako pazvimoko? (Pazvimoko) Twunoda masinhi here? Kana itwotwo twuriko twuzere Zvimoko zvidanger ndezvaNasty Koita zvimwe zvinoda Huku Mukati Zvekundikatyamadza ndikati; "What!?" Ndakazvisiya pandakapinda musmart Zvimoko zvisingade wanga ndezvaTanga Zvisingaterere zvinhu zvemhanga-mhanga Zvinoda mari chete Vakawanda vane mari munogona kuzvi-share semudzanga Koita zvine misodzi kumeso Zvakadaro itype yaMacheso Ndiye ega anogona kuzvibhabhadzira, zvonyarara sepafuura Jeso Koita twumwe zvinoda mabrother Ndetwa Munya ndiye Big Brother Saka munhu wese ane type yake Hapana guy, hapana tsaga Munhu nemunhu Ane type yake pazvimoko (pazvimoko) Ane type yake pazvimoko (pazvimoko) Twangu inini Twese twunoda bhachi nejean Saka iwewe Ndeipi type yako pazvimoko? (Pazvimoko) Ndeipi type yako pazvimoko? (Pazvimoko) Twunoda masinhi here? Kana itwotwo twuriko twuzere Good yako haisi good yangu Good yangu haisi good yako Saka chindisiya ndiine chimoko changu, ini ndinokusiya uiine chako Bigman
Writer(s): Wallace Chirumiko Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out