Lyrics

Hehe, hehe, hear me ah say Ayo, Jusa (I hear dat) Bigman, Bigman (sure. sure) Ah, di Ninja President, maNinja Yo, Layaan Tsvaga mai mpfana vekidaz wokanda pazayan Hoo Imi madzimai inzwai zvatinoda isusu vanababa Chatisingade isu pane munhu wemukadzi huchapa Ukangogona kugeza chete, chirwere chedu isu watochirapa Unondiwana ndiripamba ini mangwanani nehusiku ndapedza supper Nekuti Hakuna chinhu chinovaraidza kunge mukadzi anogeza (mukadzi anogeza) Mukadzi anogeza ndinomuda, ndikamuwana ndichamudeedza (ndichamudeedza) Hakuna chinhu chinovaraidza fanika mukadzi anogeza (fanika mukadzi anogeza) Mukadzi anogeza, vari muZimbabwe hakuna anovapedza (anovapedza) Vamwe varume vanoita zvekuteedza pfambi kumabhawa (pfambi kumabhawa) Kumba anaye mukadzi musvinu akanaka, mushava (akanaka, mushava) Vanovateedza ivavo vachiti', "Vane ganda rakapfava" (vane ganda rakapfava) Mai Boy vakakumbira mari yesipo nebhutsu unovakava (aihwaka) Saka ndinobvunza kuti, "Wapindwa neiko, iwewe hindava?" (iwewe hindava?) Mukadzi akada kugadziriswa musoro hautani kuvava (hautani kuvava) Asi kumabhawa unopedza mari yemuhomwe neyemunhava (neyemunhava) Mushonga umwechete madzimai, farirai mvura sengarava Nekuti Hakuna chinhu chinovaraidza kunge mukadzi anogeza (mukadzi anogeza) Mukadzi anogeza ndinomuda, ndikamuwana ndichamudeedza (ndichamudeedza) Hakuna chinhu chinovaraidza fanika mukadzi anogeza (fanika mukadzi anogeza) Mukadzi anogeza, vari muZimbabwe hakuna anovapedza (anovapedza) Dzimwe dzenguva ndinoona vana amai imi hamuna mhaka (hamuna mhaka) Dambudziko rinesu vanababa, tinomboita fanike takadhakwa (fanike takadhakwa) Tinovada vakadzi vanochena, hativatengere hembe dzakanaka (hembe dzakanaka) Ukamuona akapfeka yausina kutenga, hapabude chakanaka (sure, sure) Sakani voita seiko ava vanhukadzi? (Ava vanhukadzi) Murume asingakwanise kuchengeta mukadzi imharadzi (imharadzi) Mukadzi ari pamurume ava kunge shirikadzi (ava kunge shirikadzi) Pafungeyi MaNinja (hee?) Ko dai iri yako hanzadzi? (Hoowo) Hakuna chinhu chinovaraidza kunge mukadzi anogeza (mukadzi anogeza) Mukadzi anogeza ndinomuda, ndikamuwana ndichamudeedza (ndichamudeedza) Hakuna chinhu chinovaraidza fanika mukadzi anogeza (fanika mukadzi anogeza) Mukadzi anogeza, vari muZimbabwe hakuna anovapedza (anovapedza) Imi madzimai inzwai zvatinoda isusu vanababa Chatisingade isu pane munhu wemukadzi huchapa Ukangogona kugeza chete, chirwere chedu isu watochirapa Unondiwana ndiripamba ini mangwanani nehusiku ndapedza supper Nekuti Vamwe varume vanoita zvekuteedza pfambi kumabhawa (pfambi kumabhawa) Kumba anaye mukadzi musvinu akanaka, mushava (akanaka, mushava) Vanovateedza ivavo vachiti', "Vane ganda rakapfava" (vane ganda rakapfava) Mai Boy vakakumbira mari yesipo nebhutsu unovakava (aihwaka) Saka ndinobvunza kuti, "Wapindwa neiko, iwewe hindava?" (iwewe hindava?) Mukadzi akada kugadziriswa musoro hautani kuvava (hautani kuvava) Asi kumabhawa unopedza mari yemuhomwe neyemunhava (neyemunhava) Mushonga umwechete madzimai, farirai mvura sengarava Nekuti Hakuna chinhu chinovaraidza kunge mukadzi anogeza (mukadzi anogeza) Mukadzi anogeza ndinomuda, ndikamuwana ndichamudeedza (ndichamudeedza) Hakuna chinovaraidza fanika mukadzi anogeza (fanika mukadzi anogeza) Mukadzi anogeza, vari muZimbabwe hakuna anovapedza (anovapedza)
Writer(s): Wallace Chirumiko Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out