Lyrics

Paita kababy apa Ndomboratidza hudaddy apa Ah Di Ninja President, hooo MaNinja pane chimoko chandafarira (chandafarira) Hameno kana tsono dzangu dzakadaira (dzakadaira) Ndikuda kuti ndinochi-tipper ndini Bigman Kana chisingatondizive chakasarira Ndachiti, "Ndeipi baby", chakadaira Munotiziva hatitane kugaira Ndabva ndati wakakomborerwa Zviri kumashure kwako hazvinyepe kunge Shakira Chabva chati rurimi rwako runenge bubblegum, music yaunoimba pakutapira Ndaita raki kuti zvoni chandiziva Asi one chinhu chete ini chandisina kufarira Kanditi "Bigman" (hee) "Bigman" (hee) "Gerai ndebvu" Ndikati, "Baby, baby siya chirebvu" Kakati, "Bigman, Bigman gerai mukwende" Ndikati, "Baby, baby better uende" Kanogaya ndakadhibha kunge Samson But ini ndini di Bigman Ndabva ndaka-tuner kuti zvoni Kana pari pamunyati ndiri one pamillion Enda kwaMutare bvunza paPavilion Kana kuri kure pinda Jipisoni Unokwira high roof yakanzi Jackson I'm bad saMichael Jackson Iwe uri mad saka ukuda medicine Ndinoudza vaChihuri dzikachena cheni Handimbofa ndakacheka mukwende wangu Zvakandifananira nekushaya oxygen Kanditi "Bigman" (hee) "Bigman" (hee) "gerai ndebvu" Ndikati, "Baby, baby siya chirebvu" Kakati, "Bigman, Bigman gerai mukwende" Ndikati "Baby, baby better uende" Usati wachinjwa nebaby, chinja baby (chinja baby) Tsvaga kaninja baby (ninja baby) Kana iwe ukangodhibha mbijana hameno zvako mari yese rinokuridza baby Ndiri muninja handisi nigga, baby Saka tanga wandibigger, baby Handiku-kicke sebhora remuLA Liga, baby Ndinopa rudo rwechininja ukapfidza, baby Pamukwende waDi Bigman easer, baby (easer, baby) Ndovesa machisa, baby But, ini ndini Di Ninja President Handikupise ndongokusikisa, baby Kanditi "Bigman" (hee) "Bigman" (hee) "Gerai ndebvu" Ndikati, "Baby, baby siya chirebvu" Kakati, "Bigman, Bigman gerai mukwende" Ndikati, "Baby, baby better uende" MaNinja pane chimoko chandafarira (chandafarira) Hameno kana tsono dzangu dzakadaira (dzakadaira) Ndikuda kuti ndinochi-tipper ndini Bigman Kana chisingatondizive chakasarira Ndachiti, "Ndeipi baby", chakadaira Munotiziva hatitane kugaira Ndabva ndati wakakomborerwa Zviri kumashure kwako hazvinyepe kunge Shakira Chabva chati rurimi rwako runenge bubblegum, music yaunoimba pakutapira Ndaita raki kuti zvoni chandiziva Asi one chinhu chete ini chandisina kufarira Kanditi "Bigman" (hee) "Bigman" (hee) "Gerai ndebvu" Ndikati, "Baby, baby siya chirebvu" Kakati, "Bigman, Bigman gerai mukwende" Ndikati, "Baby, baby better uende"
Writer(s): Wallace Chirumiko Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out