Lyrics

Kuonda nekufunga iwe Kuonda nekufunga vana Kuonda nekufunga iwe Zvawasiya musha ndosara nani? Kuonda nekufunga iwe Kuonda nekufunga vana Kuonda nekufunga iwe Zvawasiya musha ndosara nani? Baba vangu vakadzimara vabvunza Baba vangu vakadzimara vabvunza Baba vangu vakadzimara vabvunza "Mwanangu seiko kuonda?" Baba vangu vakadzimara vabvunza Baba vangu vakadzimara vabvunza Baba vangu vakadzimara vabvunza "Mwanangu seiko kuonda?" Mwanangu seiko kuonda? Mwanangu seiko kuonda? Mwanangu seiko kuonda? Zvinondinetsa baba Murume wangu baba wandinaye Zvaanondiitira baba, zvinondinetsa muhana Akange avane mari haacharariba mumba Osiya vana nenzara, ndoita seiko baba? (Murume wangu baba wandinaye) (Zvaanondiitira baba, zvinondinetsa muhana) (Akange avane mari haacharariba mumba) (Osiya vana nenzara, ndoita seiko baba?) Mwanangu seiko kuonda? Mwanangu seiko kuonda? Mwanangu seiko kuonda? Zvinondinetsa baba Murume wangu baba wandinaye Zvaanondiitira baba, zvinondinetsa muhana Akange avane mari haacharariba mumba Osiya vana nenzara, ndoita seiko baba? (Murume wangu baba wandinaye) (Zvaanondiitira baba, zvinondinetsa muhana) (Akange avane mari haacharariba mumba) (Osiya vana nenzara, ndoita seiko baba?) Mwanangu seiko kuonda? Mwanangu seiko kuonda? Mwanangu seiko kuonda? Zvinondinetsa baba Murume wangu baba wandinaye Zvaanondiitira baba, zvinondinetsa muhana Akange avane mari haacharariba mumba Osiya vana nenzara, ndoita seiko baba? (Murume wangu baba wandinaye) (Zvaanondiitira baba, zvinondinetsa muhana) (Akange avane mari haacharariba mumba) (Osiya vana nenzara, ndoita seiko baba?)
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out