Featured In

Credits

PERFORMING ARTISTS
Marxist Brothers
Marxist Brothers
Vocals
Simon Chimbetu & Orchestra Dendera Kings
Simon Chimbetu & Orchestra Dendera Kings
Vocals
Simon Chimbetu
Simon Chimbetu
Vocals
COMPOSITION & LYRICS
Simon Chimbetu
Simon Chimbetu
Songwriter

Lyrics

Hee, shinga mwana wedangwe Hona mwana wedangwe, hee mwana wedangwe Hona mwana wedangwe, hee mwana wedangwe Nhamo yepasi yakanangana newe Hee mwana wedangwe Nhamo yepasi yakanangana newe Hee mwana wedangwe Shinga mwana wedangwe, shingirira mwana wedangwe Shinga mwana wedangwe, shingirira mwana wedangwe Nhamo yepasi yakanangana newe Hee mwana wedangwe Nhamo yepasi yakanangana newe Hee mwana wedangwe Hona mwana wedangwe, hee mwana wedangwe Hona mwana wedangwe, hee mwana wedangwe Nhamo yepasi yakanangana newe Hee mwana wedangwe Nhamo yepasi yakanangana newe Hee mwana wedangwe Shinga mwana wedangwe, shingirira mwana wedangwe Shinga mwana wedangwe, shingirira mwana wedangwe Nhamo yepasi yakanangana newe Hee mwana wedangwe Nhamo yepasi yakanangana newe Hee mwana wedangwe, eh Shinga Shingirira mwana wedangwe Nhamo yakatarisana newe iyi Shinga Hona mwana wedangwe, hee mwana wedangwe Hona mwana wedangwe, hee mwana wedangwe Nhamo yepasi yakanangana newe Hee mwana wedangwe Nhamo yepasi yakanangana newe Hee mwana wedangwe Shinga mwana wedangwe, shingirira mwana wedangwe Shinga mwana wedangwe, shingirira mwana wedangwe Nhamo yepasi yakanangana -
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out