Lyrics

Kuipa chete kumeso nokuti ndachembera nehurombo Kuipa chete kumeso nokuti ndachembera nehurombo Pese panotsvagwa muroyi, meso dzvoko dzvoko kwandiri Pese panotsvagwa muroyi, meso dzvoko dzvoko kwandiri Kunyangara chete, kuipa, bveni haridye husiku Kunyangara chete, kuipa, bveni haridye husiku Kuipa chete kumeso nokuti ndachembera nehurombo Kuipa chete kumeso nokuti ndachembera nehurombo Pese panotsvagwa muroyi, meso dzvoko dzvoko kwandiri Pese panotsvagwa muroyi, meso dzvoko dzvoko kwandiri Kunyangara chete, kuipa, bveni haridye husiku Kunyangara chete, kuipa, bveni haridye husiku Pamunda uye wemurungu, ndaishanda kwemakore Pamunda uye wemurungu, ndaishanda kwemakore Ndikanzi chera, ndocheraka nhai amaiwe Ndogonzi rima, ndorimaka yuhwi amaiwe Ndogonzi tema, ndotemaka ndini uyo Ndichingodaro kwemakore, makore nemakore Ndikanzi chera, ndocheraka nhai amaiwe Ndogonzi rima, ndorimaka yuhwi amaiwe Ndogonzi tema, ndotemaka ndini uyo Ndichingodaro kwemakore, makore nemakore Achizvitengera mombe, motokari nematarakita Ayizvitengera mombe, motokari nematarakita Ayizvitengera mombe, motokari nematarakita Kuipa chete kumeso nokuti ndachembera nehurombo Kunyangara chete, kuipa, bveni haridye husiku Kunyangara chete, kuipa, bveni haridye husiku Pamunda uye wemurungu, ndashanda kwemakore Pamunda uye wemurungu, ndashanda kwemakore Ndikanzi chera, ndocheraka nhai maiwe Ndogonzi rima, ndorimaka yuhwi maiwe Ndogonzi tema, ndotemaka ndini uyo Ndichingodaro kwemakore, makore nemakore Achizvitengera mombe, motokari nematarakita Ayizvitengera mombe, motokari nematarakita Ayizvitengera mombe, motokari nematarakita Hoya, hoya, hoya, eh eh Eh, eh, eh, eh, eh, i-i-i-i Ndikanzi chera, ndocheraka nhai maiwe Ndogonzi rima, ndorimaka yuhwi maiwe Ndogonzi tema, ndotemaka ndini uyo Ndichingodaro kwemakore, makore nemakore Achizvitengera mombe, motokari nematarakita
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out