Lyrics

Evelin mudiwa wangu usadaro Evelin mudiwa wangu usadaro Evelin mudiwa wangu usadaro Moyo wangu wave kurwadza pamusana pako Moyo wangu wave kurwadza pamusana pako Pfungwa dzangu dzave kunetsana pamusana pako Pfungwa dzangu dzave kunetsana pamusana pako mudiwa Unodanana neni, unodanana naPeter Unodanana nababa vangu Unozvifambisa seiko? Unodanana neni, unodanana naPeter Unodanana nababa vangu Unozvifambisa seiko? Muridzi wemwana wako ndianiko, ndiudzewo? Muridzi wemwana wako ndianiko, ndiudzewo? Muridzi wemwana wako ndianiko, ndiudzewo? Muridzi wemwana wako ndianiko, ndiudzewo? Ini ndiri kubhadhara maintanance Peter ari kubhadhara maintainance Baba vari kubhadhara maintainance Kubhadharira mwana mumwechete Ini ndiri kubhadhara maintanance Peter ari kubhadhara maintainance Baba vari kubhadhara maintainance Kubhadharira mwana mumwechete Zvandinetsa mumoyo, zvanditambudza zvandinetsa Zvandinetsa mumoyo, zvanditambudza zvandinetsa Zvandinetsa mumoyo, zvanditambudza zvandinetsa Zvandinetsa mumoyo, zvanditambudza zvandinetsa Zvandinetsa mumoyo, zvanditambudza zvandinetsa Zvandinetsa mumoyo, zvanditambudza zvandinetsa Unodanana neni, unodanana naPeter Unodanana nababa vangu Unozvifambisa seiko? Unodanana neni, unodanana naPeter Unodanana nababa vangu Unozvifambisa seiko? Muridzi wemwana wako ndianiko, ndiudzewo? Muridzi wemwana wako ndianiko, ndiudzewo? Muridzi wemwana wako ndianiko, ndiudzewo? Muridzi wemwana wako ndianiko, ndiudzewo? Muridzi wemwana wako ndianiko, ndiudzewo? Muridzi wemwana wako ndianiko, ndiudzewo? Muridzi wemwana wako ndianiko, ndiudzewo? Ini ndiri kubhadhara maintanance Peter ari kubhadhara maintainance Baba vari kubhadhara maintainance Kubhadharira mwana mumwechete Ini ndiri kubhadhara maintanance Peter ari kubhadhara maintainance Baba vari kubhadhara maintainance Kubhadharira mwana mumwechete Zvandinetsa mumoyo zvanditambudza zvandinetsa Zvandinetsa mumoyo zvanditambudza zvandinetsa Zvandinetsa mumoyo zvanditambudza zvandinetsa Zvandinetsa mumoyo zvanditambudza zvandinetsa Zvandinetsa mumoyo zvanditambudza zvandinetsa Zvandinetsa mumoyo zvanditambudza zvandinetsa
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out