Lyrics

Hmmmm Yeah (hmmm) Takabva kudhara tichirova masinhi aya it's not a thing Ati ada kuona Bando ndikati baby it's not a thing Huya Tuesday kana Friday Ndokusiya wati maihwe Ndokusiya wati maihwe maihwe maihwe Baby inini ndirimu salad Paden ndotobuda Saturday Ay Ay Ay Hona masinhi Ay Ay Ay Hona masinhi Baby ukandiona mu tonaz inini handizini Ndine nyaya dzakawanda pa tonazi dzezvikwereti Vakuda kunditi dhii Pasi ndoti dhii Vakuda kundipa ridhi Hanzi ndine greedy Wait wait wait ... Hanzi ndine greedy Wait wait wait Hanzi ndine greedy Vamwe vanhu kunge mhungu Famba vakabereka zibundu Stikira padumbu kunge guvhu Skuzu, wandira kuseri kwemuganhu Bhururu ndiripa mutamba Bhururu ini ndinokanda Tumira lightning and thunder Svika padhuze ndokudhanda Famba netsvimbo nezidanda Ati pahove ndiri muramba Ati ndikafa ndiri gamba Takabva kudhara tichirova masinhi aya it's not a thing Ati ada kuona Bando ndikati baby it's not a thing Huya Tuesday kana Friday Ndokusiya wati maihwe Ndokusiya wati maihwe maihwe maihwe Baby Inini ndirimu salad Paden ndotobuda Saturday Ay Ay Ay Hona masinhi Ay Ay Ay Hona masinhi Takabva kudhara tichirova masinhi aya it's not a thing Ati ada kuona Bando ndikati baby it's not a thing Huya Tuesday kana Friday Ndokusiya wati maihwe Ndokusiya wati maihwe maihwe maihwe
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out