Lyrics

I-i-i-i-i ipapo ipapo ipapo I-i-i-i-i ipapo ipapo ipapo I-i-i-i-i ipapo ipapo ipapo (Alicious) Ndakatsvaga chiyedza kwamuri oh-oh Mukati ramba wakabatirira, wakabatirira ipapo Dzingave rondedzero pfumbamwe, hadzikwane Pfungwa dzangu nokusara kwadzo dzinogumirwa Ipapo, ramba wakabatirira ipapo, ipapo oh Ukachitsvaga uchachiwana Ukachiwana uchachitenda Ukachitenda uchapuhwa zvimwe Ukachitsvaga uchachiwana Ukachiwana uchachitenda Ukachitenda uchapuhwa zvimwe Ramba wakabatirira ipapo, ipapo (i-i-i ipapo) Ramba wakabatirira ipapo, ipapo (ipapo ipapo) Ramba wakabatirira ipapo, ipapo (i-i-i ipapo) Ramba wakabatirira ipapo, ipapo (ipapo ipapo) Ipapo, ipapo (i-i-i ipapo) Ramba wakabatirira ipapo, ipapo (ipapo ipapo) Waita masanga nemhepo-o-o-o Zvoita sezvisina chimuko-o-o-o Ndiyani simba pasi pezuva he-e-e? Iwewe ramba wakabatirira uchatungira nenguva (ukachitsvaga uchachiwana) Inguva (ukachiwana uchachitenda) (Ukachitenda uchapuhwa zvimwe) heee, ramba wakabatirira ipapo (i-i-i-i ipapo) Ramba wakabatirira ipapo, ipapo (ipapo ipapo) Wakabatirira wakabatirira wakabatirira (i-i-i-i ipapo) I-i-i-i-ipapo (ipapo ipapo) Ramba wakabatirira, wakabatirira, wakabatirira, wakabatirira (i-i-i-i ipapo) Ipapo (ipapo ipapo) oh, oh, oh Alicious
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out