Music Video

JOHN CHIBADURA & TEMBO BROTHERS-$ 5000 Dollars Kuroora
Watch {trackName} music video by {artistName}

Featured In

Credits

PERFORMING ARTISTS
John Chibadura and Tembo Brothers
John Chibadura and Tembo Brothers
Performer
COMPOSITION & LYRICS
J Chibadura
J Chibadura
Songwriter

Lyrics

Gogogoyi baba, tisvikewo pano Svikai zvenyu, tingakubatsirai nei Baba tauyawo pano kuzotsvagawo hukama Toda kuroorawo pano Hoo moda kuroora pano, right Kana moda kuroora pano tinoda Five thousand dollars namombe makumi matatu Pasina izvozvo yenda zvako shamwari Ahh baba hamuone kuti matiomesera here baba Handisi kuomesa ndizvozvo zvinoda inini Ahh baba saka hamusi kuziva zvamuri kuita ka imi Ahh, handisi kuziva zvandiri kuita inini Iwe unoziva mubvumbi, mvura inonaya six to six Ndozvinoita zvibhakera zvangu Ndokubeta manje so Yenda zvako shamwari kumba kwako Sara zvako, mudiwa wangu Mary Sara zvako, uroorwe nevakapfuma Sara zvako, mudiwa wangu Mary Sara zvako, uroorwe nevakapfuma Mari yandakachajwa nababa vako Mary, handiyikwanise Roorwa zvako nevakapfuma Mari yandakachajwa nababa vako Mary, handiyikwanise Roorwa zvako nevakapfuma Zviuru zvishanu zvema dollar, mombe makumi matatu Sara zvako ndakoniwa Zviuru zvishanu zvema dollar, mombe makumi matatu Sara zvako ndakoniwa Mari yakawanda zvakadaro, ndoiwanepiko ini Sara zvako ndakoniwa Mombe dzakawanda zvakadaro, ndodzitenga neiko ini Sara zvako ndakoniwa Mudiwa wangu, mudiwa wangu, hurombo, hurombo kani (Roorwa zvako nevakapfuma mudiwa wangu) Mudiwa wangu usandizonde ini (Roorwa zvako nevakapfuma mudiwa wangu) Mudiwa wangu usandizonde ini (Roorwa zvako nevakapfuma mudiwa wangu) Mudiwa wangu haisi mhosva yangu ini (Roorwa zvako nevakapfuma mudiwa wangu) Mudiwa wangu haisi mhosva yangu ini (Roorwa zvako nevakapfuma mudiwa wangu) Hurombo hwandiri nahwo ini (Roorwa zvako nevakapfuma mudiwa wangu) Hurombo hwandiri nahwo ini (Roorwa zvako nevakapfuma mudiwa wangu) But mwana uye ndaimuda mhani, heee But mdhara wacho manje Haa but mari arikuida wena Serious Zviuru zvishanu (Ufunge) Mombe makumi matatu, ha ha ha ha Haa haiwa, hazviite wena, apa anyanya apa Mudiwa wangu, mudiwa wangu, hurombo, hurombo kani (Roorwa zvako nevekapfuma mudiwa wangu) Mudiwa wangu usandizonde ini (Roorwa zvako nevakapfuma mudiwa wangu) Mudiwa wangu usandizonde ini (Roorwa zvako nevakapfuma mudiwa wangu) Mudiwa wangu haisi mhosva yangu ini (Roorwa zvako nevakapfuma mudiwa wangu) Mudiwa wangu haisi mhosva yangu ini (Roorwa zvako nevakapfuma mudiwa wangu) Hurombo hwandiri nahwo ini (Roorwa zvako nevakapfuma mudiwa wangu) Hurombo hwandiri nahwo ini (Roorwa zvako nevakapfuma mudiwa wangu) Mari yandakachajwa nababa vako Mary, handiyikwanise Roorwa zvako nevakapfuma Mari yandakachajwa nababa vako Mary
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out