Lyrics

(Zero) shamhu yenyu yakabara hunhu Nemashoko enyu akabara bundu mumoyo Asi nhasi, I am proud kuti ndinzi mwana wenyu Ndirikuda bota, ambuya huyai mundikokotere Ndangoona ye Coca Cola, no money can compensate Muri zimonya rangu, munondimirira hondo dzandisingaone Mai Mune rudo, mhamha mune rudo (mune rudo) Mune rudo, aah mune rudo (mune rudo) Mune rudo, mhamha mune rudo (mune rudo) Mune rudo, aah mune rudo (mune rudo) Minyengetero yenyu amai Tale Kuti ndive pano hazvisi nyore Mwari ngaakuwedzerei mamwe makore Ndakaringa pa-glass ndoona imi Mhamha aah, mhamha aah aah Mhamha aah, mhamha aah aah Mhamha aah, mhamha aah aah, mhamha Mai raramai, fambai nemudonzvo Hataidya nemunjonjo, munhu haakuri munjere Ndakanga ndiri pwere asi ndaiona muchembere Kuti muri kuzama, tarirai ndava zijaya Mune rudo, mhamha mune rudo (mune rudo) Mune rudo, aah mune rudo (mune rudo) Mune rudo, mhamha mune rudo (mune rudo) Mune rudo, aah mune rudo (mune rudo) Nhasi, I am proud kuti ndinzi mwana wenyu Ndirikuda bota, ambuya huyai mundikokotere Ndangoona ye Coca Cola, no money can compensate Muri zimonya rangu, munondimirira hondo dzandisingaone Mai Mune rudo, mhamha mune rudo (mune rudo) Mune rudo, aah mune rudo (mune rudo) Mune rudo, mhamha mune rudo (mune rudo) Mune rudo, aah mune rudo (mune rudo)
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out