Lyrics

Ndizvo here? Ndizvo here Changamire? Ndizvo here kusvika kumakuva? Ndapfugama mabvi nemagokora Ndizvo here Ishe wangu kumakuva? Hakuna inofura irere! (Hakuna inofura irere) Hakuna inofura irere Changamire (Hakuna inofura irere) Hakuna inofura irere (Hakuna inofura irere) Matambudziko apinda mumwongo Kupinda mumwongo takavarairwa Inombotanga nguvai iyo nhamo? Hurombo hunozozara nhamo yatanga kare kare Kurarisa here Changamire? Kunyangirwa nenhamo tirere Asi nhamo inosvika tirere (Hakuna inofura irere) Kana ichisvika inosvika nguvai (Hakuna inofura irere) Hakuna inofura irere Changamire (Hakuna inofura irere) Ndizvo here Ishe wangu kumakuva? (Hakuna inofura irere) (Hakuna inofura irere) Hakuna inofura irere Changamire (Hakuna inofura irere) Matambudziko apinda mumongo (Hakuna inofura irere) Kupinda mumongo takavarairwa (Hakuna inofura irere) Kuvatisa here Changamire? (Hakuna inofura irere) Kunyangirwa nenhamo tirere (Hakuna inofura irere) Ndizvo here kumakuva? (Hakuna inofura irere) Ndapfugama mabvi nemagokora Ishe wangu (Hakuna inofura irere) Tibatsireiwo Ishe ndibatsireiwo (Hakuna inofura irere) Inombotanga nguvai nhamo yacho? (Hakuna inofura irere) Hurombo hunozozara tirere
Writer(s): Oliver Dairai Mtukudzi Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out