Lyrics

Usazvituma kunozvitutumadz,a ah Musazvituma kuzo zvi ay! Pangu ndapedza ndima Eh, ndasakura ndima Eh, handirare zvekudaro Gumbeze rine kamwe kakudzinga Gumbeze rine kamwe kakudzinga time Look at these people saying they love me Apa vano dissa tarenda Pane vano dissa tarenda (dissa tarenda) Ngatisa tambe nepana pakirawa, hama ah Dai muchigara kwamau zvamawa, hama ah Awanda macowards (Awanda macowards) Rasta people are fake I might end up ndakutamba naTawaz I might end up ndakushanda paCar wash Life can change Kana muchida kuona magoons angu kwaakabva Endai kuZengeza Kana muchida kufona kwandakambo shanda Hazvina kumbo shata But ndini ndichaidaira phone and I'll tell you "wangu ndakumbo cutta" Pangu ndapedza ndima Eh, ndakasakura ndima Eh, handirare zvekudaro Gumbeze ine kamwe kakudzinga Gumbeze ine kamwe kakudzinga time Look at these people saying they love me Apa vano dissa tarenda Pane vano dissa tarenda Phone yangu haizorore Manje ndikaswera ndakabata nhare mukoma wangu handizorore Grind nderaMukudzei Junior zvaizvezvi ndakumboganza (ganza) Hazvidi kuzoita baba vasina plan apa une mhanza Ndoswera panze ndochera pasi Kana zvikashandaka ndotenda Mwari ndodzokera zasi Wangu mutupo (ndoyera mhanzi) Changu chishuwo kufonera Tammy Pakati pousiku, totaura zvousiku kurebesa Nyaya Tsamba dzomudzimu Zvakadai zvinozobvunzwa muchurch Iwe unobvuma here? Uno concluder here kuti chero ukadei, ukadei? Musaswere muchitaura chirungu Mamusina hope ndobva maradzika hunhu Musadaidza madhara ezvitumbu vangazo-, vangazo sizer mastreet (sizer mastreet) Vachangosvika Vadakutotanga kuti vambinge, vakudakuto todhakwa patsime ah ah Dzangu ndapedza, ndima Eh, ndakasakura ndima Eh, handirare zvekudaro Gumbeze ine kamwe kakudzinga Gumbeze ine kamwe kakudzinga time Look at these people saying they love me Apa vano dissa tarenda
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out