Lyrics

Ndafamba ndakambaira Nema mhepo aka Paila Unoganza unovhaira Nema mhepo makabaira Yeah Kubvira kudhara maka bheja Kuti ndichafa ndichi bagger Kuna mwari ndaka temba Handina mari Saka Nhamo inonditeera teera Vada kuti ndife like Mandela Ndela Vorichera ndakatemba temba Ndaka chilla vakateya teeya Saka Nhamo inonditeera teera Vada kuti ndife like Mandela Ndela Vorichera ndakatemba temba Ndaka chilla vakateya teeya Ain't no freaking chance I'm gonna back off Eyes looking front looking way up Terrified,paranoid kuti nhamo ikundirera Yeh it's on me I know that ikundi teera So ndo ndodii I'm fed up with living like this all day I just wanna live free,free from the the foes and woes on me yeh Saka Nhamo inonditeera teera Vada kuti ndife like Mandela Ndela Vorichera ndakatemba temba Ndaka chilla vakateya teeya Saka Nhamo inonditeera teera Vada kuti ndife like Mandela Ndela Vorichera ndakatemba temba Ndaka chilla vakateya teeya Urikufunga kuti vanhu vaunawo right now vanokuda Ndopawadzimirwa izvozvi zvo Hapana kana magetsi ese kana mapole acho akabviswa newaya Hapana Ndopaukudzimirwa ipapo kufunga kuti unodiwa sterek Pano panyika ugofunga kuti unodiwa Iwee
Writer(s): Junior Alle Lyrics powered by www.musixmatch.com
Get up to 2 months free of Apple Music
instagramSharePathic_arrow_out